Chikwata chakabura dambarefu
CHIKWATA cheAlcoz Disciples, icho chiri pasi pesangano reAlbino Charity Organisation of Zimbabwe, chakabura dambarefu rinokurudzira veruzhinji kuti vachengetedze nharaunda kuburikidza nekusatema miti pamwe nekuita
‘Ndichakurova dakara wafa’
VAHOSI nanyachide vakasvitsana kumatare vachirwira murume apo mukadzi mudiki aiti anogara achitukwa uye kuvimbiswa rufu.
Mukadzi wechimutsa mapfihwa oda twake
MUTYAIRI wemabhazi anoenda kunze kwenyika, wekuendeswa kudare nenyaya yemendenenzi akazonzi abhadhare US$60 yekuchengeta mwana wake.
Dzvii achida kubhinya kamwana
MURUME akange ashanyira imwe mhuri kuChitungwiza ndokuzoda kubata chibharo mwanasikana wepo ane makore 17 okuberekwa, akatongerwa kugara mujeri kwemakore matatu nedare reChitungwiza Magistrates’ Courts.
Vanomuda vakawanda ufunge
CHIIKO chiri kumboitika nerudo munyika yerudo? Ndasvika paJoina City nguva dzave kuma quarter to tsvaa. Ndanzwa tsitsi nemusikana wandaona akamira nemadziro, achicheuka-cheuka kumativi ese zvekuratidza kuti ari
Dhamu rofushirwa negukuravhu
BASA rekurima mapindu riri kuitwa nevarimi vanodarika 160 vekuMagunje, kuHurungwe reKebvunde Consolidated Gardens rotadza kufambira mberi zvakanaka sezvo mvura inoshandiswa kubva mudhamu reKebvunde
‘Varimi nyoresai mazita patsva’
HURUMENDE iri kukurudzira varimi veA1 neA2 avo vakapihwa minda pasi pechirongwa chekugovera ivhu kuruzhinji kuti vanyorese mazita avo patsva kubazi rinoona nezveminda nekugariswa kwevanhu mumaruwa
N’anga yoti varimi ngavakoshese ongororo yevhu
IMWE n’anga yekuMt Darwin inova hurudza inoti zvakakosha kuti varimi vakagadzirire zvose zvinodiwa mubasa ravo zvakaita sembeu, fetereza nemishonga yekufiritisa zvirimwa zvavo mwaka wezhizha usati watanga.
Chiredzi FC yakapisira: psl
SACHIGARO weCastle Lager Premier Soccer League, Kennedy Ndebele, anoti sangano ravo rakanyorera kuchikwata cheChiredzi FC kuti chibvise zvirango zvachakatemera kune aimbove murairidzi wacho Moses Chunga








