Akapondwa, ndokupiswa

MAPURISA ekuBuhera ari kuferefeta nyaya yemutumbi wemunhukadzi uyo wakawanikwa wakapiswa pedyo nemumugwagwa kuBikita munyaya iri kufungidzirwa nevagari veuku kuti ine chekuita nekuchekeresa.

Wht Sadc needs President Mugabe

Muchadura Dube recently in VICTORIA FALLS THE evolution of the then Southern African Development Coordination Conference (SADCC) to Southern African Development Community (SADC) was a key transitional era for the…

Macheso in Mutare family show

Entertainment  Correspondent IN his first ever family show in Mutare, undisputed sungura king Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo will on Sunday afternoon perform at popular entertainment spot Pick and Save…

Rufu rwekuzvitsvagira

Catherine Murombedzi MUIMBI wechidiki ane mukurumbira anozivikanwa nekunzi Jah Prayzah asi rake chairo achinzi Mukudzei Mukombe akaimba rwiyo pamusoro perufu rwekuzvikokera.

Vahosi igejo rekumusha

Yvonne Chipato MUKADZI vahosi pabarika, uyo anoti anomanikidzwa kugara kumusha apo murume wake anenge achisasana nanyachide mudhorobha, akazopotera kudare achiti anodawo kupihwa kodzero dzake semudzimai mukuru, kwete kutorwa “segejo rinogariswa…

Hurumende yoshanda nevanouchika mbeu

HURUMENDE iri kusimbaradza kushanda kwayo nemakambani anouchika mbeu dzakasiyana nedonzvo rekuti varimi vawaniswe mbeu yakauchikwa sezvo vamwe vari kupedzisira votengeserwa yemukoto nemakoronyera izvo

Do you have tapeworms?

Dr Tendai Zuze YOU have probably heard of tapeworms, which are flat segmented worms that live in the intestines of some animals. Animals usually become infected with these parasites when…

Kubika mufushwa wemuboora une dovi

Kenneth Chikeya Zvinodiwa kushandiswa: Chikari, poto kana pani

WhatsApp reach 600 million active users

Co-founder and CEO of IM platform WhatsApp, Jan Koum tweeted that the application now has 600 million active users.

Mari yeBeam yakapera

VANA vechikoro vanosvika 400 000, zvose vepuraimari nesekondari, vangangotadza kuenderera mberi nedzidzo zvichitevera kukundikana kuri kuitwa neHurumende pamwe nemasangano anotsigira fundo kubhadhara mari yefizi

×
×