Rufu rwehari: ‘Uyu muzinda wevaroyi nezvidhoma

NYANZVI dzezvechivanhu dzinotsanangura nyaya yemwana wekuHurungwe anonzi akafa mushure mekunge aona hari yaiva izere neropa umo maibuda musoro wekamudhara

Tome: Murume anopfeka nguwani mbiri

Ishe kwaZvimba, pa muHarare , ‘Handina dambudziko nazvo ini’ ISHE Berepere vekwaZvimba, VaAlfred Tome, avo vachangobva mukugadzwa vachivazve

Usaite ngura segejo

Ticha Danga NEMHAKA yekuti bvunzo yakagadzirirwa, yakasvika, yakazonyorwa uye vanhu ndokukanda zvinyoro pasi, ngatichichenjerai kuita ngura segejo rinozofungwa kana yemumhuruka yatinhira.

‘Vana vanoda rutsigiro’

VABEREKI vanofanira kutsigira vana vavo zvakazara munyaya yedzidzo sezvo iri iyo musimboti weupenyu.

George anodzoserwa kumusha naAndrew

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 25 (Nyaya yacho: Enderero mberi) George apo anonzwa mashoko okuti angada here kuenda kumba kunozorora, anogamuchira mazwi aya norufaro rukuru izvo zvinoratidzwa nekudimikira kwekuti, “Akaatambira namawoko

Zvaiyera vakadzi kupinda muninga

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 12 (Ongororo) Dzimwe dzenguva munyori anombosiya gwara rerongetedzo rake achimbopa dzidziso kumuverengi (writer’s didactic tone). Muenzaniso wekutanga tinouwana paPeji 121 apo anenge achiti, “zvamunoona amai kana munhu…

Rwendo rwuya rwarumwa negurwe

naErnest Muchena ZVIKORO zvakapfigwa mazuva apera ayo. Zororo rekubatana kwemhuri yeZimbabwe (Unity Day) ririko musi waZvita 22. Zororo reKisimusi rinobva ratevera richinotitsveta muGoredzva.

‘Wakandisiisa chikoro saka bhadhara’

Tatenda Moyo MUKADZI wekusiira chikoro panzira mushure mekunge amitiswa akazoenda kumatare apo murume wacho akange ave kutsika-tsika.

Ochemera ‘overtime’ yemurume

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati aida kuti murume wake awedzere mari yemendenenzi yaari kubvisa sezvo achishanda siku nesikati achiti ane mari

Akanyimwa mari yakawanda

Tatenda Moyo MURUME wekudhonzerwa kudare neaimbova mukadzi wake achida kuti mari yemendenenzi iwedzerwe akabuda mudare iri achipembera zvichitevera kuraswa kwakaitwa chikumbiro ichi

×
×