‘Masdc zivai pekugumira’

Nyasha Mutena MUKURU wedzidzo mupurovhinzi yeHarare, VaChristopher Kateera, vanoti zvakakosha kuti makomiti anomirira vabereki, emaSchool Development Commitees, azive panogumira masimba awo kwete kuda kupindira-pindira mune zvisiri zvavo. Vakataura mashoko aya

LATEST: All set for 21st Feb Movement celebrations

Herald Reporter All is set for the 21st February Movement celebrations to be held at Elephant Hills hotel in Victoria Falls tomorrow. Zanu-PF Youth League secretary Cde Pupurai Togarepi told…

A-LEVEL — PAFUNGE: Josia atorwa moyo naAnna

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Ongororo: Enderero mberi) Maitiro emurume wake aya, airatidza nekusava nemagumo, izvo zvinotsanangurwa zvichinzi mutoo uyu yakaramba ichingove “ndambirire nengatienderane inenge yengozha” (10). Rudo apo anosara ari pamba…

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZA MOYO: Monika anoshamisika nemaondero aTendai

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vakangozvinzwa chete kuti ari kufambidzana nekakomana sekaanga achifambidzana nako vanozvisunga, vanoda kuti kubvira musi uyu Monika abve akanganwa nezvekakomana kaanga achitaura nako…

SEVEN top flight volleyball clubs will converge

SEVEN top flight volleyball clubs will converge at the University of Zimbabwe courts this weekend for a tournament to mark the fifth anniversary of Harare based side Non Academic Bachelors…

New York based boxing promoter jets in

Lion Heart Boxing Productions chief financial officer and New York resident, Edward Mendy arrived in the country yesterday to pursue his interests to invest in local professional boxing.

Hakuna dofo: Shumba

Daphne Machiri MUKURU wedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vanoti hakuna mwana wechikoro anonzi idofo asi kuti vana vanoda moyo murefu uye kuzvipira kwevadzidzisi mubasa ravo. Muhurukuro neKwayedza, VaShumba vanoti zvakakosha kuti…

– mwedzi yepagore –

CHISHONA                                                  CHIRUNGU Ndira      …

– nhamba –

SHONA CHIRUNGU poshi/potsi/motsi 1 piri 2 tatu 3 china/ina 4 shanu 5 tanhatu 6 nomwe 7 sere 8 pfumbamwe 9 gumi 10

Mhando nhatu dzerondedzero

Ticha Danga TARAMBA vanozoyeuka bako mvura yemubvumbi yavany’atisa kusvika pabvupa. Mukana wekuhwanda mvura unenge uripo asi nekunonoka kuona zvinobatsira, munhu anosvika pakudopotswa kwava kuzocheuka atotota. Ndizvozvo nevana vegwaro rechinomwe. Vanozoti zvaoma…

×
×