Ebola: Zvikoro zvava kuzarurwa

Muchaneta Chimuka ZVIKORO zvinodarika 100 zvekuLiberia, izvo zvakange zvambovharwa kwemwedzi mitanhatu yadarika nekuda kweEbola, zvakazarurwa masvondo maviri adarika. Izvi zvakambokanganisa dzidzo nekuda kwekuti vadzidzi vakatora nguva refu vari kudzimba apo zvikoro…

usaid yokuta madzimai akazvitakura

USAID irimo mundima yekuona kuti hakuna mwana anozoberekwa aine utachiona hweHIV. Madzimai anorarama neutachiona hweHIV haachatyi kuti vangabereke vana vane utachiona nekuti izvi zvakaganhurwa nekuuya kwekudzivirira kutapukira kweutachiona hweHIV kubva

‘Tsigirai Gender Commision Bill’

Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wegurukota rezvekuburitswa kwemashoko nezvekutepfenyura, Cde Monica Mutsvangwa, vanoti madzimai ose ari nhengo dzedare reParamende anofanira kutsigira mutemo uri kuda kukumikidzwa uyo unoona nezvenyaya dzekuenzaniswa kwemikana pakati

‘Anodutira doro nemari yechikoro’

Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati mukadzi wake anotora mari yevana yechikoro achinoinwisa doro. Besania Chiendambuya akaudza Harare Civil Court kuti anoda kuti $150 yaari kubhadhara idzikiswe…

Bob@91 Super Cup charges out l Bosso to parade 2015 squad l Fired up Caps seek 2nd win

Ricky Zililo Senior Sports Reporter THE cheapest ticket for the Bob91 Super Cup elimination match between Highlanders FC and Caps United set for Barbourfields Stadium on Sunday has been pegged…

65-year-old teacher jailed for raping two learners

  A 65-YEAR-OLD Bulawayo teacher was sentenced to 20 years for raping two learners during private lessons, photographing one of them naked, and indecently assaulting the other. Lawrence Kanengoni of…

I’m still in charge, says President

Farirai Machivenyika Harare Bureau PRESIDENT Robert Mugabe has said he is still fully in charge of affairs in both Zanu-PF and the government and dismissed media reports that the First…

Kacheche hutu neshiri

Zvinoshamisa: MP Wadyajena ‘Isu tinoti aya mabasa evaroyi’

Murray akaipirwa

SHASHA yemutambo wetennis, Andy Murray, ava panhamba 3 pashangwiti dzemutambo uyu pasi rose apo akatora chinzvimbo chaiva naRafael Nadal, sezvakabuda muongororo yakaitwa nesangano reAssociation of Tennis Professionals. Chizvarwa chekuScotland, Murray, akambosimukira

shasha dzedembare

Charles Mabika MUPEPANHAU reKwayedza resvondo rapfura, pane nyanzvi mbiri dzaimbotambira chikwata chenhabvu cheDynamos – George Shaya naFreddie Mkwesha – avo vakadoma vatambi 11, avo vavakati ndidzo dzakave shasha kubvira pavakambwa…

×
×