Chosiya huyo, chokuya nei?
VAMWE vakasadaro kuti “chosiya huyo, chokuya nei”, vanotaura dimikira rinozivikanwa navazhinji: “Mbudzi kudya mufenje hufana nyina”. Musi wa31 Kurume, icho Chipiri chadarika ichi, pepanhau reSouthern Eye rakabuda riine zimusorobhangu chairo:…
Zororo kufara, kwete njodzi
WASVIKA zvakare mwaka wezororo. Kutanga svondo rino, takatanga nezororo revana vechikoro. Vanodzidza kuzvikoro zvebhodhin’i vakadzoka zororo reEaster rinotanga musi wa3 Kubvumbi risati ratanga. Kuvharwa kwezvikoro temu yokutanga gore rino kwakabatana
LATEST: At Least 70 Dead As Hostages Taken At Kenyan College
(SKY NEWS) Hostages have been taken by masked terrorists who have killed at least 70 people after storming a university in eastern Kenya, the country’s interior minister said.
Shuwa here kuwachisa Mwari?
INI handidi kusekerera mimba yembwa seinokamwa mukaka. Uye, jee ijee zvaro, asi dzihwa harigochwe. KuAmerica havasi kudzokera kumashure pakurova Mwari marambakutya. Vari kuona Mwari akanyarara zvake vofunga kuti ave mufesi…
Seed Co yakabura mbeu itsva
Muchaneta Chimuka KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu munyika yeSeed Co Zimbabwe inoti icharamba ichibura mbeu itsva dzinofambirana nekusanduka kuri kuita mamiriro ekunze nedonzvo rekuti varimi vawane goho rinovapa pundutso mumabasa…
Makororo ezvipfuyo arura
Kingstone Mapupu MAKORORO ezvipfuyo anonzi arura kudunhu raShe Nyamweda kuMhondoro uko varimi veko vave kutyira kuti vachasara vasisina zvipfuyo zvinosanganisira mbudzi nehuku. Varimi vakatarisana nedambudziko rekubirwa iri vanosanganisira vemumisha yemasabhuku anoti…
warriors: Shasha 11
Abel Ndooka (1980 – 2015) MUTAMBI wenhabvu wose mukusimukira kwake anenge aine shuviro yekuguma atambira chikwata chenyika yake mumitambo yakaita seAfrican Cup of Nations, World Cup kana kuti Cosafa Cup.…
Zvenyika odzidzisa vechidiki
Malven Mugadzikwa SHASHA yetsiva Alfonso ‘Mosquito’ Zvenyika svondo rapera pamberi akapihwa zvekushandisa mumutambo uyu nemapurisa eZimbabwe Republic Police nedonzvo rekuti akwanise kudzidzisa vechidiki senzira yekuti vawane zvekuita vasaita misikanzwa yekupara…
Nyakoko onanga kuusa
Abel Ndooka SHANGWITI yemujaho wewiricheya Wilson Nyakoko ari mukembi umo ari kugadzirira kuenda kuUnited States of America kunokwikwidza mumijaho mitatu inoti Annual Kesselar Foundation 10km Road Race, Peachtree 10 km…
Kepe-kepe yorongera DeMbare
Abel Ndooka KUNOTSVA demo kuchisara mupinyi svondo rino pazororo repasika mumitambo yeCastle Lager Premier League apo zvikwata zvenhabvu zvichange zvichirwira kutora zvibodzwa zvekukwira kuenda pamusoro pelog. Vatsigiri venhabvu vachatapirirwa zvikuru kubvira…







