‘Ndakaramba kubvisa nhumbu’

Garnet Zvimba SAMUSHA wekuramba kuchengeta mwana achipomera mudzimai wake mhosva yekuramba kubvisa pamuviri pemwana uyu akazochechuka amiswa pamberi pedare. Bridget Samu akapotera kuHarare Civil Court achida $100 kubva kuna Kelvin Madzivadondo. “Changamire,…

Mukomana oramba kukandwa saga

Garnet Zvimba MUKOMANA wekusada kurambwa nemusikana achiti anomuuraya iye ozozviurayawo kana aramba kuti vadzokerana akazochechuka amiswa mudare neaimbove chibayamoyo chake. Rejoice Tete akamhan’arira aimbove mukomana wake, Tichaona Madonhi, kuHarare Civil Court…

vabereki vane mibvunzo

Muchaneta Chimuka MUKURU wechikoro cheChiveso Primary School icho chiri kwaMusana, kuBindura, pamwe nemutevedzeri wake vanonzi vakambomiswa basa nguva pfupi yadarika vachipomerwa mhosva yehuwori nekusafambiswa kwebasa zvakanaka. Mukuru wechikoro ichi, VaTapera Muza,

Vana 6 vonomirira Zim kuSouth africa

Daphne Machiri VANA vatanhatu vemuzvikoro zvakasiyana vakasarudzwa kuti vanomiririra Zimbabwe kumakwikwi ezvigadzirwa, eScience Fair, ayo achaitwa kuSouth Africa nguva iri kutevera. Makwishu aanodaidzwa kuti Northern Gauteng Expo for Young Scientists aya…

A-LEVEL — PAFUNGE: Winnie indonda

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 7 (Nyaya yacho) Mukadzi uya wekunzi naAnnatoria kana mwana wake asingamudi ngaarege afe ndivo amai vaWinnie avo vaibva kumba kusingadyiwi kuchigutwa. Winnie wacho haazofi zvake asi anokura…

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO: Monika anorwara zvekupotsa afa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 10 (Nyaya yacho) Kushanduka kwemamiriro ekunze nezvinoitika munyika zvinounza rufaro rwaimbenge rwuchishaikwa kuvanhu, mhuka nezvimwe zvisikwa zvakawanda asi Monika chete haawani rufaro urwu. Mai vake vaizviona, nyika…

GRADE 7: Kushandisa zvirahwe

Ticha Danga CHIRAHWE chinoti, “Tsotso munzira tsotso musango” chinodudza mafambiro anoitwa nembwa kana muri parwendo. Inoti fambe fambe iri munzira yombobuda yodzoka zvakare munzira. Zvinobva zvaratidza kudzama kwakaita zvirahwe mumutauro…

Kuzviongorora hiv pachako: Ngatizeyei nhau iyi

TINOZIVA kuti munhu anogona kuzviongorora kuti ava nepamuviri here ari oga. Chinodiwa apa kutenga kamudziyo kadiki-diki ako kanoita dhora kana faifi bhobho kubva kufamasi woisa weti pakapepa aka. Kune mhando…

‘Ipai vana nemadzimai kudya kunovaka muviri’

Daphne Machiri SANGANO reUnited States Agency for International Development (USAID) rinoti zvakakosha kuti vanhukadzi nevana vawaniswe kudya kwakakwana uye kunovaka muviri. Vachitaura svondo rapera muhurukuro yavakaita nevatori venhau, VaThemba Nduna, avo…

Ndiko kufira mahara

MAKADII tete? Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa. Dambudziko rangu riri pavabereki vangu. Mumhuri medu tiri vakomana vaviri nevasikana vaviri, ini ndiri dangwe uye tigere mudhorobha umo matiine imba yedu.…

×
×