NRZ battles collapse threat

Banks on $450m rescue package under negotiations Prosper Ndlovu Business Editor THE National Railways of Zimbabwe (NRZ) faces a real threat of collapse in the face of a growing negative net…

Goho rebhinzi roderera

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kushushikana zvikuru nekuderera kwegoho rebhinzi kana richienzaniswa nezvimwe zvirimwa zvakadai sechibage. Izvi zvakataurwa nemunyori mukuru kubazi rezvekurima nekuvandudzwa kwemadiridziro, VaRingson Chitsiko, mumashoko avo avakaverengerwa

Juveniles’ Jibilika joy

Liberty Dube Weekender Correspondent AMBITIOUS dance group Juveniles proved too hot to handle when they came out tops in this year’s edition of the Manicaland preliminary Jibilika Dance Festival held at…

‘Nhabvu yaenda kumarara’

Abel Ndooka SANGANO rinotungamirira nhabvu yemuno reZimbabwe Football Association svondo rino rakashorwa zvikuru nevamwe vatambi vakambotambira maWarriors pamwe nevatsigiri vemutambo uyu vachiti harina kurongeka zvachose panguva iyo chikwata chemaWarriors

New mobile operator on the cards

A group of local investors led by Dr Shingi Munyeza and former chief executive officer of Telecel Zimbabwe, Francis Mawindi are reportedly setting up a new telecoms service provider, which…

Mapositori rapwai kuzvipatara: Mambo

Kingstone Mapupu MAMBO Nyashanu vekuBuhera, kudunhu reManicaland, vari kukurudzira vemachechi, zvikuru echipositori, kuti abvumidze vanamati vavo kuenda kuzvipatara nekumakiriniki kunorapwa kana vachinge varwara. VaEneas Kandenga, avo vanova Mambo Nyashanu, vakataura mashoko

How Swiss politeness contributed to the Fifa crisis

THE crisis that has engulfed football’s governing body, Fifa, has largely focused on Zurich where the organisation has its headquarters. This is not the first financial scandal to hit Switzerland…

Oshura mare nekudhirowa

Muchaneta Chimuka MUSIKANA anodzidza paChinhoyi University of Technology (CUT) ari kuita zvinorova munyaya dzekudhirowa, kupenda machira nezvimwe zvakawanda. Kudzai Muchena (25) anoti akatanga zvidzidzo zveFine Arts muna2011 uye pari zvino ave…

Chikwata choita zvinorova

Memory Mangombe CHIMWE chikwata chiri kusimukira munyaya dzezvemitambo yemadhirama cheWadana Arts Production chekuUnit N, kuChitungwiza choita zvinorova kuburikidza nekutandadza veruzhinji munzvimbo dzakasiyana. Vamwe vevakuru vechikwata ichi, Allan ‘Mapropa’ Makweya (27)

Shame on you Zifa…Warriors shambolic preparations persist l Nyasha Mushekwi out

Ray Bande Senior Sports Reporter ZIMBABWE will launch yet another bid for continental glory amid confusion, disorder and discontent after undertaking their first training session on Wednesday — just two days…

×
×