Voyambuka rwizi vari musvo

Kingstone Mapupu AKAVE mashura padunhu svondo rapera kwaZimunya, kuManicaland, apo mambo weko, pamwe nevatori venhau veKwayedza, vakanzi nevagari veko zvaitoda kuti vabvise mbatya dzose kuti vakwanise kuyambuka rwizi rwaOdzi kuenda…

Amai vakayanikwa pachena

Ngoni Dapira ari kwaMUTARE MWEYA wemurume wekuZaka anofungidzirwa kuti akafa makore gumi adarika wakazonunura mwanasikana wake ane makore 24 okuberekwa, uyo waakaita nemumwe mukadzi, uchipomera mukoma vaamai vemusikana uyu kumupa…

Maonero Edu: Mwana ndewako, mupinze chikoro

SVONDO rino tine nyaya yakaitika pane chimwe chikoro chiri kuEpworth, yemubereki anonzi akarova mukuru wechikoro pamberi pevana nevadzidzisi mushure mekunge vatadza kunzwanana. Mukuru weDomboramwari Primary School anonzi akarohwa apo vana vaviri…

Thumps up to peaceful by-elections

Manicaland should be commended for the peaceful and calm atmosphere prevailing in the province following the conduct of two by-elections in Dangamvura-Chikanga and Headlands constituencies on Wednesday. People trooped out to…

Youthful producer to release compilation album

Weekender Correspondent EFFERVERCENT producer and keyboardist Olin Anderson will at the end of this month release a compilation album that carries some of the works he has done with gospel…

Detectives corner wanted notorious Rusape robbers

Samuel Kadungure  Senior Crime Reporter A CID crack squad shot and injured one of the suspected fugitive armed robbers as he attempted to flee before rounding up his two other…

Botched home op kills VaPostori woman

Ray Bande Senior Reporter A PREGNANT Johanne Marange Apostolic Church member died after an unqualified midwife allegedly slit open her abdomen and removed a still born baby, during a botched Caesarean…

Youth Games deadlines set

Senior Sports Reporter HOSTING province, Manicaland, has set itself some deadlines to meet the required renovations of various sporting facilities to be used during this year’s National Youth Games to…

‘President Mugabe’s popularity growing’

Post Reporter PRESIDENT Mugabe’s unwavering stance on empowerment of the black majority is fast being understood globally and winning the hearts and minds of many including the erstwhile enemies of…

Varoyi vawanda: Mambo Zimunya

Kingstone Mapupu MAMBO Zimunya vekwaMutare, kuManicaland, vanoti vari kushushikana zvikuru nekuwanda kwenyaya dzine chekuita nehuroyi mudunhu ravo izvo vanoti “zvave kutyisa”. Mashoko aMambo Zimunya, VaKiben Bvirindi (54), anotevera nyaya yekasikana kari…

×
×