Mota ngaitakure zvine mwero: tscz
Muchaneta Chimuka VATYAIRI vedzimotokari dzinotakura veruzhinji vanokurudzirwa kuti vatakure vanhu zviri pamwero nechinangwa chekudzivirira tsaona dzemumigwagwa sezvo motokari imwe neimwe iine huremu hwainofanira kutakura.
Vakadzi vaitamba vari musvo
Kingstone Mapupu VAGARI vekwaMurambinda Growth Point, kuBuhera, vanonzi vakaita chipatapata husiku hwemusi weChishanu svondo radarika pamberi vachimhanyira kunoona vakadzi vaitandadza vanhu mune rimwe bhawa vachitamba vari
Kugadzirira shoo yevarimi
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig SHOO mukana unopihwa varimi munharaunda mavo kamwe chete pagore kuti varatidzire pamwe nekukwikwidzana kuchitsvagwa kuti anogona kudarika vamwe ndeupi. Zvakanakira zvakare kuti murimi anenge achizvikwikwidza oga…
Vechidiki vorima mbatatisi
Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vazhinji kudunhu reNyanga South vanonzi vari kubatsirikana zvikuru kuburikidza nekuwana raramo kubva mumabhindauko akadai sekurima mbatatisi vachitengesa. Mabhindauko aya akavambwa nemumiriri
‘Kutamba ini ndakatyoka gumbo . . .’ndakaita mashura: murape
Abel Ndooka MUTAMBI wenhabvu akambonetsa ari kuchikwata cheDynamos FC, Murape Murape, anoti chishamiso kwaari kuti akakwanisa kutamba kwemakore anodarika 17 zvichitevera kutyorwa kwaakamboita gumbo rake. Mugore ra1997, apo
Mukuru weica Sport akarikitwa nevatambi
Abel Ndooka YAKAVE bata-murefu, bata-mupfupi svondo radarika paPlatinum Lounge, kuZvishavane apo technical director weICA Sport, Julius Chakupewa, akaitwa kanyama-kanyama neshasha dzakanetsa munhabvu dzemuno
‘Revive Isiphala SeNkosi ‘
Leonard Ncube Victoria Falls Reporter RURAL communities have been urged to revive the Isiphala SeNkosi concept to ensure they have food to cater for recurrent droughts and climate change induced dry…
Police battle with mystery of missing mum, child
Whinsley Masara Chronicle Reporter BULAWAYO police are battling to solve the mystery of a missing 28-year-old woman who vanished on February 3 with her three-year-old daughter. Bonnie MacLaren and her child,…
Miracle pens fake: Dokora
Patrick Chitumba Midlands Bureau Chief THE use of so-called miracle pens without proper examination preparation is a recipe for disaster for school pupils, the Minister of Primary and Secondary Education, Lazarus…
Kombi operators get council ultimatum
Nqobile Tshili Chronicle Correspondent BULAWAYO City Council (BCC) has given kombi operators an ultimatum to register under any of the three associations in the city before the closure of Basch Street…






