Kuhlwa Ngomnyama: N G Sibiya
Silo Ophezulu Stinta Ngeviki edlulileyo sitshiye uMaMsie engocunuke kakhulu ngengane eyayithutshe loNgonyama yena ejahe ukuziyela emdlalweni lapho ayesiya zikholisela khona.
Oda kuita amai mukadzi
MWANAKOMANA wekupinda nemwenje mudziva ndokuudza amai vakamutumbura kuti kana vakadzinga mudzimai wake pamba achasara achivaita mukadzi obva azviuraya pamwe chete nevana vake akamiswa mudare redzimhosva.
Maidei anotadza kubata pamuviri
ONGORORO (Enderero mberi): Mazwi anotaurwa nemuroora ainge akafanana nekudira munyu paronda nyoro izvo zvinonzi, “Akange abaya chembere paronda ranga richanyenama, ronda raipisa” (129). Meja ainge avigwa kuseri kwemusha izvo zvinonzi,…
Phambili ngemfundo, izidakamizwa hatshi
Kule iviki sizaxoxa ngabafundi okuyilapho engiphethe ngikhona kuviki edluleyo ngisithi mina, phambili ngemfundo, izidakamizwa lokungezwa — hatshi.
Chenjedzo kune ambunyikidzwa pabonde
KUPINDA mumatare edzimhosva, zvikuru uri munhukadzi, panyaya dzekumbunyikidzwa nenzira yechibharo kunogona kunetsa zvikuru. Kukundikana kunzwisisa maringe nezvinenge zviri kutaurwa nemumhan’ari kunorwadza zvikuru nekushungurudza.
Abalimi abananzelele ubumunyu bomhlabathi
Buhlebenkosi Gaule INHLANGANISO ezimele yodwa yeEmerald Agribusiness Consultancy ebona ngezokuhlolwa komhlabathi ikhuthaza abalimi bezigabeni ezehlukeneyo ukuba bahlolise ubumunyu bomhlabathi wabo ukuze balime izilimo ezifaneleyo ukuze zingatshiswa yibumunyu lobu.
Handiwe bedzi une kodzero
NYIKA imwe neimwe pasi rose ine mutemo unonzi ndiwo mutemo wapamusoro-soro, rinove bumbiro romutemo. Kana Zimbabwe inawo mutemo watinoti “supreme law of Zimbabwe” wakadzikwa mugore ra2013.
Ziphiwa iBells Award izikolo zakoBulawayo
Buhlebenkosi Gaule UGATSHA lwezemfundo yaphansi laphezulu kuviki ephelileyo luchome impumelo yezikolo ezinhlanu koBulawayo ngokuzipha imivuzo ye-Bells Award.




