Egypt, Caf locked in TV rights row

A BILLION-DOLLAR broadcasting deal signed by the Confederation of African Football (Caf) and a French media company, Lagardere, in 2015 has come under scrutiny in Egypt, where Caf is based.…

Naaz to conduct course in Mat North

Sikhumbuzo Moyo, Senior Sports Reporter AS part of the new school curriculum introduced by the Government, the National Athletics Association of Zimbabwe (Naaz) Matabeleland North Province will today conduct an…

Naaz to conduct course in Mat North

Sikhumbuzo Moyo, Senior Sports Reporter AS part of the new school curriculum introduced by the Government, the National Athletics Association of Zimbabwe (Naaz) Matabeleland North Province will today conduct an…

Akapihwa gupuro nemukadzi

Tafadzwa Mutsotso— MURUME wekupihwa gupuro re$0,25 nemudzimai wake akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anoda gwaro rerunyararo kuitira kuti akwanise kutaurirana naye kuti vadzokerane.

Vakabatsirana kubhinya hanzvadzi

VAKOMANA vana vekuenda kudare reChitungwiza Magistrates’ Courts vachinoita vafakazi panyaya yekubiwa kwekombiyuta nemimwe midziyo vakazogumisira vasungwa mudare umu apo hanzvadzi yavo, iyo yavakange vasungisa vachiti ndiyo yakaba, yakadura kuti vakaita…

Musikana webasa akaba midziyo

MUSIKANA aishanda basa remumba kwaSeke akaudza dare kuti akabira mukadzi waaisevenzera midziyo inokosha US$266 nekuti akange anonoka kumupa mari yake yemubhadharo yepamwedzi.

Korera, chokwadi chave pachena!

ASI chii nhai? Ndufu dzinokonzerwa nezvirwere zvinobva mutsvina dzakauya tikaungudza, asi zvinoita kunge zvisina kumboitika. Sokuona kwatakaita svondo rapfuura patakanyora nezvetaifoidhi, zvinoita kunge pasina zvakamboitika makore apfuura, kunyanya mugore ra2009…

Lions kill 10 cattle in Chipinge

Luthando Mapepa Chipinge Correspondent— PANIC has gripped Ngaone community in Chipinge West as marauding stray lions are wreaking havoc in the area. The lions are reported to have escaped from…

‘Ungori murume wezita’

Tafadzwa Mutsotso— MUMWE mukadzi anoti murume wake anogara achimuudza kuti achamuisira muchetura mune zvekudya kuti afe nekuda kwekuti anomushusha nenyaya yekuti ariritire mhuri yavo.

Cameroon shuts down internet as Anglophone teachers, lawyers strike

English-speaking regions of Cameroon have now been without the internet for more than a week after Anglophone teachers, lawyers and students went on strike over alleged bias in favour of…

×
×