‘Fury ane nyaya’
TYSON Fury achiri akatemerwa zvirango neBritish Boxing Board of Control uye rezinesi rake harisi pedyo nekudzorwa, sangano rinodaro richivharidzirwa mukana wemutambi uyu wekudzoka mutsiva.
‘Ndiri kuchengeteswa mwana asiri wangu’
Tafadzwa Mutsotso — SAMUSHA vekutsvagira mudzimai wavo basa nechinangwa chekuti vabatsirane kuriritira mhuri, vanoti vagurwa kunorira sezvo mukadzi uyu ave kuvasiya pamhene.
Keep pace with changing environs, marketers told
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter MARKETING executives should relentlessly scan competition to ensure their organisations and products lead the market despite the challenging operating environment.
Keep pace with changing environs, marketers told
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter MARKETING executives should relentlessly scan competition to ensure their organisations and products lead the market despite the challenging operating environment.
MaRasta nemakoronga mumugwagwa
naIgnatius Mabasa TIRI kurarama munguva dzakaoma kunge dombo rinotoda dharameta kuti ritsemuke. Ndichifamba muHarare ndakaona zvakandiratidza kuti kuvhima hakusisiri kwekupinda musango nembwa iwe wakabata tsvimbo nemiseve.
Hatidi rusarura: Chikwinya
Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rinoona nezvemadzimai, kuenzaniswa kwemikana nekusimudzirwa kwenharaunda, Cde Nyasha Chikwinya, vanoti vanoshushikana zvikuru nenyaya dzekumbunyikidzwa kuri kuitwa mamwe madzimai panguva yavanotsvaga basa
Rambo tamusunga: Charamba
Kingstone Mapupu — MAPURISA svondo rapera vakasunga murume wemuHarare ari kupomerwa mhosva yekubhinya mwanasikana wake pwere uyo akaremara.
Madzimai abva kure
NEMUSI weChitatu uno, pasi rose vanhukadzi vakacherechedza zuva rakavakoshera zvikuru, zuva reInternational Women’s Day. Semakore ese.



