Mari yehuori
Munyaradzi Gunduza — 11. SARUDZA vananyanduri vana vari muna Mutakunanzva Wenhetembo vanonyora nezvedingindira rehuori. Zvino chitsanangura zvinotaurwa maererano nehuori mudetembo rega rega rawasarudza. [25]
Ndinorota imbwa nenyoka
MUBVUNZO: Sekuru, ini ndakarambwa nemurume nekuti handina mbereko. Basa rakabva rapera, zvinhu zvangu zvinongobiwa, pakaitika zvakaipa kunongonzi ndini ndazviita, uye kana ndakarara ndinorota imbwa dzichindiruma, kumhanyiswa nenyoka,
Orambidza mudzimai kushanda
Tafadzwa Mutsotso — SHANJE dzinopfuta semoto dzinonzi dzakonzera mumwe murume kurambidza mudzimai wake kushanda achimuti anozoita chipfambi zvisinei nekuti iye anonzi ari kukundikana kuchengeta mhuri yavo zvakakwana.
Tinotenda Sadza newua: Mathuthu
Abel Ndooka — MUTEVEDZERI wegurukota rezvekufambiswa kwemashoko nenhepfenyuro, Cde Thokozile Mathuthu, vanorumbidza Professor Hope Cynthia Sadza nekusimudzira kwavari kuita dzidzo yevanhukadzi kuburikidza nekuvamba kwavakaita
‘Rusarura kuvanhu vakaremara bodo’
Muchaneta Chimuka — MUNYORI mukuru anoona nezvenyaya dzevanhu vakaremara mitezo mubato riri kutonga reZANU-PF, Cde Joshua Malinga, vanoti vari kushushikana nerusarura rwuri kusangana nevakaremara mumabasa, mune zvedzidzo nekuenzaniswa kwemikana.
Akazvisungirira zuva rafa sekuru
Tafadzwa Mutsotso — MUZUKURU anonzi akapona neburi retsono apo akada kuzviuraya nekuzvisungirira zuva rakafa sekuru vake asi ndokuzoponeswa naamai vake avo vakamutakanura.
Mazita nezviito
Ticha Danga — VANHU vakare vakanga vasiri marema, asi kuti vairatidza hutsanzi hwavo nenzira dzakasiyana. Imwe yenzira dzavaishandisa kunemera vanhu mazita kubudikidza nemabasa avaibata kana tsika dzavo.
Pickstone upgrade on course: Vast Resources
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter AIM-listed Vast Resources plc says its expansion programme at Pickstone-Peerless Mine in Zimbabwe has registered significant progress following the construction of a sulphide processing plant…
Pickstone upgrade on course: Vast Resources
Oliver Kazunga, Senior Business Reporter AIM-listed Vast Resources plc says its expansion programme at Pickstone-Peerless Mine in Zimbabwe has registered significant progress following the construction of a sulphide processing plant…



