Lameck apukunyuka

— ‘Hatimusungise, regai titaurirane’ Kingstone Mapupu — MHURI yekwaTumba inogara kuOld Mabvuku, muHarare — iyo ine chitunha chakatukirirwa pamwe nekuny’ombwa nemumwe murume uyo aida zvakare kupfura vanhu vaive parufu apa nerekeni…

Haemophilia: Kasika kutsvaga rubatsiro

Muchaneta Chimuka — SANGANO reZimbabwe Haemophilia Association (ZHA) rinoti zvakakosha kuti vanhu vari kutambudzwa nechirwere chekungobuda ropa zvisina tsarukano vaongororwe nanachiremba nguva ichiripo uye denda risati radingindira mumiviri yavo.

Akarambirwa kupopota

Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva reHarare Civil Court vakakahadzika apo mumwe murume akati ari kushungurudzwa neaimbove mudzimai wake uyo anouya kubasa kwake achiita mhirizhonga zvekuti akangomuona chete anotopona…

Tsotsi guru rakapotserwa mujeri

Muchaneta Chimuka — MBAVHA gororo rekupfuvisa vagari vekuChitungwiza nekupaza dzimba dzinosvika nonwe ndokuba midziyo yakasiyana, yakazozvidemba mushure mekutongerwa nedare reko kupika jeri kwemakore 14.

Winter rights, workshopping and holy soccer!

It would appear, even though I have been in denial for a while now, winter is certainly upon us and I await the release of the bath calendar by the…

Mungombe leads Div One goal chats

Ricky Zililo, Senior Sports Reporter CHIWORORO defender Morgan Mungombe is on course to claim the Southern Region Division One League’s Nokel Security Top Goal Scorer of the Month with four…

Kuchengetedzwa kwekodzero yemidziyo yewanano

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association (ZWLA) rakakurukura zvakadzama munguva yadarika munyaya dzakabuda mubepanhau reThe Herald pamusoro pekugovana midziyo yewanano.

Mutiny abroadBand members who disappeared on UK tours

Bruce Ndlovu LAST month, one Pridemore Madzudzu appeared before the Wellingborough Magistrates Court in the UK.

‘Take advantage of EU market sweet potato demand’

Business Reporter THE country’s export promotion agency, ZimTrade, has called upon local horticultural firms and individual farmers to take advantage of the growing demand for sweet potatoes in the European…

Zimbabwe A squad for Canada series named

AN 18-man Zimbabwe A squad has been named for three one-day matches against Canada in Harare next week.

×
×