Victoria Falls hosts ICAZ conference
Leonard Ncube in Victoria Falls THE Institute of Chartered Accountants of Zimbabwe (ICAZ) Winter School is underway here with captains of industry expected to deliberate on strategies to help the…
Kubika pizza zviri nyore
PIZZA kudya kunodhura kutenga asi kana munhu ukagona kuzvibikira, iwe nemhuri yako munodya namambo pasina kushandisa mari yakawanda.
Mhanzi inotoda wakadzidza: Chibhodhoro
Abel Ndooka — SHASHA inozivikanwa munyaya dzemhanzi nekuridza ngoma, John ‘Chibhodhoro’ anoti munhu kana achida kuita muimbi zvakakosha kuti atange aenda kuchikoro pamwe nekutsvagawo rimwe basa rekuita ozotanga hake kutsikisa…
Gomarara redundiro
SVONDO rapera takatsanangura pamusoro pegomarara remuchibereko, iro riri kukonzera zvirwere pamwe nendufu kune mamwe madzimai muZimbabwe.
Talia akadadisa kuUs
— Mwana wepaDominican Convent akadzoka nemenduru mbiri Abel Ndooka — KASIKANA kane makore 10 okuberwekwa ako kari kuita Grade 7 pachikoro cheDominican Convent, muHarare kari mudenga rechinonwe zvichitevera kuhwapura kwakakaita menduru…
ndakamitisa vakadzi vevanhu: muporofita
‘. . . mumwe wacho kaviri’ Kingstone Mapupu — MUPOROFITA ane mukurumbira weJohane Masowe yeJerusarema yeMbiya uyo anobva kwaMangwende, kwaMurehwa ari kudura kuti aiva mbavha gororo remakoko uye achiita hupombwe…
Maporofita rudzii anoita zvakadai?
MAZUVA ano pane nyaya dzakawanda dziri kubuda pamusoro pemaporofita nemafundisi vari kutsaudzira mubasa ravo izvo zvinoita kuti vapedzisre vave kuita chehupombwe.
Vavakidzani vopumhana huroyi . . .
—‘une nyoka inodiridza mumunda’ — ‘Vanondivengera kuva hurudza’ Gamuchirai Muzanenhamu — VAVAKIDZANI vakadhonzerana kumatare edzimhosva vachipomerana huroyi apo mumwe ari kunzi ane nyoka inomudiridzira zvirimwa zvake mumunda izvo zvinoita kuti ave…
Tipeiwo mukana: Shereni
Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa ichitambira nhabvu zvikwata zvinoti maWarriors, Dynamos FC uye Nantes yekuFrance – Harlington Shereni – anoti hutungamiri hwenhabvu hwemuno hunofanira kushanda nevanhu vakaita saBenjani Mwaruwari naPeter
obuda majuru nemasvosve achifamba
‘Ndakagadzirwa nemudzimai wangu’ Kingstone Mapupu — MURUME wekuGuruve, kuMashonaland Central, asi achigara kuUnit N kuChitungwiza, ane dambudziko rake oga — anoti ari kutevera nekusikarudzi yake sezvinoita vanhukadzi.










