muporofita akabatwa nerunyoka

— ndokunwiswa weti pajekerere Kingstone Mapupu — MUPOROFITA mukuru wechechi yeJohane Masowe weChishanu wekwaNyamande, kwaChinhamora, kuDomboshava anonzi akabatwa nerunyoka mushure mekunge ashereketa nemudzimai wemuridzi izvo zvakazoita kuti anwiswe weti yemukadzi…

‘Vakadzi’ venyoka vodanwa namambo

Kingstone Mapupu — VAMWE vevakadzi nevarume vekwaMambo Svosve, kuMarondera — avo vanoti vari kuoneswa pfumvu nenyoka iri kushinha navo pamadiro — vakazodeedzwa kudare ramambo weko zvichitevera kubuda kwakaita nyaya iyi…

Chibage chemuchando chinoyambutsa

. . . kunyanya kana iri ‘Fire Cracker’ ne’Casa Banana’ Philip Matombo — TINOKUKWAZISAI varimi muchirongwa chedu cheMudhumeni Mukuru apo tinokurukura nekudzidzisana nhau dzekurima. Kuti bhizimisi rekurima rinakidze, mari inofanira…

‘nyoka 6 ihama dzangu’

Kingstone Mapupu — NYOKA nhanhatu dzerudzi rweshato dzinonzi dzakonzeresa mumusha weStoneridge, kuWaterfalls, muguta reHarare uko dziri kushaisa vagari veruzhinji mufaro uye pane fungidziro yekuti dzingangodaro dziri dzevaroyi zvisinei nekuti vamwe…

Bhudhi opindira sisi vari musvo

. . . arere mumba nemuchimbuzi Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekuendeswa kudare redzimhosva nehanzvadzi yake achinzi ari kumushungurudza nekumupindira mumba maanorara ari musvo, anoti anomunyepera asi kuti anorwadziwa nekudzinga kwaakaita…

Prophet Madungwe ogera vanhu vhudzi

— ‘Wose wandinogera anoropafadzwa’ — ‘Pfuma inotokumbirwa kuna Mwari’ Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekuita mbiri achiti akaenda kudenga kakawanda achinoita misangano naMwari uye kuti akasunga Satani, anoita basa rekugera vanhu vhudzi muguta…

Ndini ndakamusota: Mukadzi

Kingstone Mapupu — SHEILLAH Mahari (33), mudzimai waJoseph Mwale — murume wekuChitungwiza uyo ari kubuda majuru nemasvosve achitevera sezvinoita vanhukadzi —anotsinhira kuti akaenda kun’anga akanogadzira murume wake.

Traffic Safety Club paEllis Robins

Malven Mugadzikwa — CHIKORO cheEllis Robins chiri muHarare chakaparura chirongwa cheTrafic Safety Club icho chakanangana nekudzidzisa vana mitemo nenzira dzakanaka dzekushandisa migwagwa.

Namatirai runyararo: Hungwe

Pauline Matanda — MUMIRIRI weDzivarasekwa mudare reNational Assembly, Cde Omega Hungwe, vari kukurudzira vemachechi kuti vanamatire runyararo munyika munguva yesarudzo idzo dzichaitwa gore rinouya.

‘Zvitsva here kutora mukadzi wemuridzi?’

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekunzi akanwiswa weti pajekerere neimwe mhuri yekuDomboshava senzira yekumuroyonora runyoka mushure mekunge adanana nemudzimai wemuridzi anoti hapana chinoshamisa panyaya iyi.

×
×