Zvakakoshera World Population Day
Munyori weKwayedza — ZUVA guru reWorld Population Day rinove rekucherechedza huwandu hwevanhu pasi rose zvichienderana nebudiriro rinokosheswa zvikuru nesangano reUnited Nations.
Zim yosimudzira kurongwa kwemhuri
Munyori weKwayedza — ZIMBABWE imwe yenyika dzekutanga kuzadzikisa zvinangwa zvekuti chikamu che68 percent chevanhu chiwane nzira dzekushandisa mukuronga mhuri apo kwasara makore maviri nechidimbu kusvika gore ra2030.
‘Ndanetswa nevana vakauya vemukadzi’
Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuti vari kushungurudzwa nevana vanova vabvandiripo vakazopotera kudare vachiti vana ava vabve pamusha pavo kuitira kuti vasare vachifurwa nemhepo.
Salvation Army yoda kuvhara
Kingstone Mapupu — MUFUNDISI wechechi yeSalvation Army iri yekwaMambo Chivero, kuMhondoro — uyo ari kupomerwa kupa pamuviri musikana wemuchechi iyi – anonzi ava kuedza kuvhara nyaya yemimba iyi senzira yekuda…
Zvikoro zvakaungana paGateway High
Ivan Zhakata — KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimbabwe Newspapers Limited (Zimpapers) svondo rapera yakaratidzira zvinhu zvakasiyana pagungano rekupa vana vechikoro mazano pamusoro pemabasa avanogona kuita kana vachinge vapedza
Seed Co yopinza vana chikoro
Daphne Machiri — KAMBANI inouchika mbeu, yeSeed Co inoti yakazvipira kubatsira vana vechikoro vanobva kumhuri dzinoshaya kuitira kuti vawanewo mukana wekudzidza sevamwe vagozove neramangwana rine pundutso.
‘Kuronga mhuri kusimudzira nyika’
Munyori weKwayedza — VAKAFANOBATA chigaro chemukuru wesangano reUnited Nations Population Fund (UNPFA), Dr Natalia Kanem, vanoti mazuva ose vanhukadzi vanove varombo nevanorarama muhupoteri kune dzimwe nyika vari kusangana nematambudziko
Nhanganyaya yerondedzero
Ticha Danga — KUNYORA rondedzero haisi nyaya yekungoisa mazwi papepa bedzi woti washanda asi kuti zvinoda hutsanzi (creativity). Izvi zvinoonekwa kubva kumavambo erondedzero apo munyori anotarisirwa kuparura rondedzero yake nenhanganyaya.
Wabvutira refuri pito, ukagarira bhora
naIgnatius Mabasa — HAPANA munhu kwaye pakati pedu, kunyanya mazuva ano emafoni azere mazerere ezvinyadzi nehupombwe zvinonanzva hunhu hwedu nerurimi rwenyoka. Dai pfungwa nehana dzevazhinji dzaivhiyiwa kuti tione zvirimo, vazhinji…
Musoro werungano
Munyaradzi Gunduza — 1. Musoro wekuti Museve Usingapotse unowirirana zvakadii nezviitiko zviri murungano? Tsigira mhinduro yako zvizere nezviitiko zvishanu. [25]






