Kuchipa kunge bhero remaBra
naIgnatius Mabasa — IKO zvino ndave kuziva kuti kusvikirwa kwakafanana nekusvibirwa. Dhiginiti (chiremera) yese nerugare zvinopera. Wivhi inonyanduka zvekuti munhu anosara ati mvirinyinyi sehuku yaiswa mumvura inopisa kuti iwundurwe.
Mumba hamuna chinonzi rudo
Munyaradzi Gunduza DETEMBO: KUMBA KWEDU Mudetembo rinonzi Kumba kwedu rakanyorwa naMacheka, nyanduri ari kushungurudzika nekushaikwa kwerudo mukati memba yavabereki vake, asi vachigara pamwe chete semudzimai nemurume vakaroorana.
State suspends GPR mining operations
Business Writer Global Platinum Resource, a joint venture platinum mining company between Government and Chinese firm, WanBao Rexco, has suspended operations due to serious internal bickering over alleged abuse of…
‘Vana ngavaite E-learning’
Daphne Machiri — ZVAKAKOSHA kuti vana vechikoro, zvikuru vegwaro reECD, vadzidziswe makombiyuta kuburikidza nechirongwa cheE-learning kuitira kuti vakure vachifambirana nenguva.
‘Kazvionera pamhuno sefodya’
Munyori weKwayedza MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti muporofita wekunopinda mubako rinoyera ndokuzonamiramo akazvionera pamhuno sefodya.
Chitsunge pachiNdau
NDAUWE ndauwe! Vhiki rakapera takareketa ngemadimikira. Pane pendakati ndaa pakati pemasoko angu, ndochooreketa ndimbuya Enesi Tuso ngendaa yengano. Nyamashi ndakumana nawo echibve kusaa iyo kwaNyazvituri.
Mhando dzegomarara remuropa
SVONDO radarika, takakupai ruzivo maringe negomarara remhando yeNon Hodgkins Lympoma rinova rimwe remakomarara emuropa.
Tsumo dzine hudzamu
Ticha Danga — CHAKADEPOWO here kuita nhekwe yejira. Ko ndiniwo here ndakaita kuti jedye ridamburwe muswe. Wabva waiitawo womutowa kuti kumwe kwakaoma kumwe kunyoro. Ichokwadi kuti muto wokupungurirwa haupedze sadza.…
Hilarious jokes, memes viral video, social media and economy
Tinashe Nyamunda There is an interesting trend in Zimbabwe where people tend to make light and reduce to memes and jokes otherwise depressing economic issues in Zimbabwe. Remember the fuss…
Banks offer extra incentives
Livingstone Marufu In a bid to harness foreign currency inflows in Zimbabwe, some banks are now offering extra incentives on top of the 5 percent currently being offered by the…

