Harare Poly yovandudza zvivakwa

Munyori weKwayedza — KOREJI yeHarare Polytechnic iri kuenderera mberi nekuvandudza zvivakwa zvayo zvakasiyana kuitira kuti ifambirane nenguva uye kuti ive yemhando yepamusoro-soro.

Mapurasitiki, kaylite: Toringepi?

PANE zvigadzirwa zvashungurudza vanhu, zvigadzirwa zvamazuva ano zvakauya zvichinge zvakanaka, asi zvave kutenderedza misoro yeHurumende dzepasi rese namasangano anoona nezvokuchengetedzwa kwenharaunda.

Property market constrained due to inflexibility

The property market is constrained due to condensed property demand drivers. The major property segments such as office, retail, industrial and residential; each has distinguished trends due to its explicit…

World Vision yopa zvikoro makombiyuta

Kingstone Mapupu — SANGANO reWorld Vision riri kusimudzira dzidzo munyika muno kuburikidza nekupa makombiyuta nezvimwe zvinodiwa pafundo kuzvikoro.

. . . yogadzira mabhuku emamodule

Munyori weKwayedza — KUGADZIRWA kwemabhuku ekuverenga evadzidzi pakoreji yeHarare Polytechnic kuri kufambira mberi zvakanaka apo paine tarisiro yekuti pange padhindwa mamodule gumi nemaviri gore rino risati rapera.

×
×