Mupunga nehove kunaka!

MUPUNGA wakasanganiswa nehove kudya kunonaka uye kuchivaka muviri sezvo muhove muine mapuroteni neiron kuchizoti mumupunga mune macarbohydrates.

Zvekuromba zvinozvimbira

SVONDO rino tine nyaya inorovesa hana uye ichidzidzisa veruzhinji kuti muupenyu, munhu anofanirwa kudya zvinobva mudikita kana kuti ziya rake kwete kuwana pfuma nekuromba.

Skilled jobs’ platform begins registrations

Tafadzwa Musarurwa Econet Wireless’s Technites Enterprise — an online registration platform for skilled workers jobs and tradesmen has commenced registrations in Zimbabwe.

Tsigirai mwanasikana: Zifa

Abel Ndooka — SANGANO rinotungamirira nhabvu munyika muno reZimbabwe Football Association rinoti vabereki vanofanirwa kutsigira vanasikana vane zvipo zvemitambo yakadai senhabvu sezvavanoita kuvanakomana.

Vakadya gudo remudzimu

Kingstone Mapupu — GUDO rinonzi ndere mudzimu wedunhu rekwaSeke — iro raizivikanwa nezita rekuti Seke Mutema — rakauraiwa nevamwe vagari veko, nyama yaro ikadyiwa nguva pfupi yadarika.

Dambudziko remagetsi rokanganisa gorosi

Muchaneta Chimuka — SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers’ Union rinoti riri kushushikana zvikuru pamusoro pedambudziko rekudzimwa-dzimwa kwemagetsi sezvo izvi zviri kukanganisa zvirongwa zvemadiridziro egorosi remuchando uye zvinogona

ndinorohwa nemukuwasha: tezvara

Kingstone Mapupu — MURUME wemuHarare anoti aoneswa ndondo nekurohwa nemukuwasha achimukutsirana nemhuri yake izvo zvamukonzera kutiza pamba pevabereki vake apo pava kugarwa nemukuwasha uyu.

Stock Market: When will the bubble burst?

Albert Norumedzo In a desperate move to abate the uncertainty in liquid investments owing to the growing currency crisis, most investors have sought safe havens to preserve their wealth through…

kapfupi opotera kun’anga

— ‘Nhamo yanditamba tsvina’ — ‘Zviri zvangu zvazonyanya’ Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ari zvakare shasha yemitambo yemadhirama, Freddy “Kapfupi” Manjalima (39) anoti aomerwa neupenyu zvekusvika pakudya nhoko dzezvironda izvo…

RBZ rejects upwards review of forex retention…..Assures mining firms of adequate foreign currency

Martin Kadzere The Reserve Bank of Zimbabwe has rejected a request from platinum and chrome producers to have their foreign currency retention threshold increased from 20 percent, but assured them…

×
×