Vochinjana madzimai . . . baba nemuroora mwana naamai

Kingstone Mapupu — MWANAKOMANA saimba wekwaDotito, kuMt Darwin ari kudura kuti baba vake chaivo vekumubereka vaishinha nemumwe wemadzimai ake, iyewo achishereketa pabonde nanaamai vake —zvose zvichibva mukuwirirana kwavakaita pavakanoromba

Munyemba une dovi

KUBVIRA pasichigare, vanhu vaidya chikafu chine utano chinosanganisira miriwo yakaita semunyemba uye izvi zvaiita kuti vasabatwe nezvirwere zvenhando sezvave kuitika muraramo yanhasi.

Voongororwa gomarara pachena

Patrick Shamba — VANHUKADZI vane denda regomarara rezamu vava kuzoongororwa chirwere ichi pachena pachipatara cheMpilo Central Hospital, kuBulawayo.

Mhanzi yangu ndeyezodzo: Pfukwa

Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo wechitendero ari kusimukira, Faith Pfukwa, anoti chishuwo chekuparidza shoko raMwari ndicho chakamutuma kuti atange zvekuimba.

Voita makakatanwa mudare

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakatyoka mbabvu nekuseka apo murume nemukadzi vaikakavadzana pamusoro pekubasa kunoshanda samusha ava pamwe nemari yavanotambira pamwedzi.

Tiri kutenga mabhuku: Mavima

Tandayi Motsi — HURUMENDE iri kushanda nesimba kuti muzvikoro zvepuraimari nesekondari munyika yose muve nemabhuku ekuverenga pamwe nezvimwe zvinodiwa mudzidzo zvinokwanirana nevana.

Usafungirwe neWhatsApp

KUBVA nemusi weMugovera wadarika, veruzhinji vange vachimhanyidzana kuzvitoro zvinotengesa zvinhu zvakasiyana — kunyanya chikafu — vachitenga zvakawanda kana kuti kuhodha.

Zvikoro 25 zvakaridza marimba

Daphne Machiri — AKANGE ari makuwerere svondo rapera kunzvimbo yeLong Chen Plaza muguta reHarare apo zvikoro 25 zvepuramairi nesekondari kubva kumativi mana enyika zvaikwikwidzana mudopiro rekuridza marimba.

Volatile investment climate, fortune favours the brave

Albert Norumedzo The Zimbabwean economic space has witnessed a wide spectrum of extremes when it comes to economic fortunes. For a good part of its history the country was the…

Nowhere near 2008!…Fundamentals totally different…Situation has stabilised, says RBZ governor

Business Writers The country is not going back to the 2008 era as the fundamentals then and now are different. About a decade ago Zimbabwe suffered record breaking hyperinflation, which

×
×