UN chief warns traffickers of war crimes

New York – UN Secretary-General Antonio Guterres says terrorist groups and criminals are capitalising on conflict to exploit innocent civilians sexually and physically, which may constitute war crimes and crimes…

Chikwata chotsvaga rubatsiro rwekutsikisa

Kingstone Mapupu — CHIKWATA chevechidiki vari kusimukira mumusambo weZim-dancehall chekwaMambo Mangwende, kwaMurehwa chotsvaga rubatsiro rwekutsikisa mhanzi yacho uye nekuti chikwanise kunge chiiita mashoo kunzvimbo dzakasiyana.

‘Tinokoshesa mitauro’

Tandayi Motsi — GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora vanoti Hurumende inokoshesa mitauro yose inocherechedzwa mubumbiro remutemo wenyika ino uye pakupinza varairidzi mabasa inotarisawo kuti vane ruzivo here

E.D ogadzwa saPresident

Patrick Shamba naTandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI weZimbabwe mutsva, Cde Emmerson Dambudzo Mnangagwa (ED) vachagadzwa zviri pamutemo pachigaro ichi neChishanu chino.

Imwe nzira yekukanga mazai

MAZAI kudya kunovaka muviri sezvo kuine mapuroteni akawanda ayo anobatsira mukurwisa zvirwere mumuviri kumazera ose.

‘Ndezvefc Platinum’

Abel Ndooka — KUNOTSVA demo kugosara mupinyi nemusi weSvondo kunhandare mbiri dzinoti yeAscot Stadium kuGweru neNational Sports Stadium muHarare apo zvikwata zviviri – FC Platinum neDynamos – zvichatamba mitambo yazvo…

Utsanana: Iwe neni tine basa!

MWAKA wekunaya kwemvura wakatotanga masvondo mashoma adarika. Izvi zvinofadza zvikuru sezvo mvura iri upenyu.

Zim yorwisa denda remoyo

Muchaneta Chimuka — CHIRWERE cheAcute Rheumatic Fever (ARF) neRheumatic Heart Disease (RHD) ndizvo zvikuru zvinokonzera kuti vanhu vabatwe nedenda remoyo apo unokundikana kupomba ropa, kuoma mitezo kana kurasikirwa neupenyu kune…

Vavakidzani vopumhana huroyi

Lizzy Mushoriwa — YAKAVE batai batai mudare redzimhosva apo vavakidzani vakaudzana makobvu nematete mushure mekupumhana huroyi. Gloria Ziwerekete akadhonzera Margaret Mutambo kuHarare Civil Court achiti ari kumupumha huroyi pamwe nekumutsvagira

Vanorima michero nyoresai: ama

Muchaneta Chimuka — SANGANO reAgricultural Marketing Authority (AMA) rinoti rine hurongwa hwekunyoresa varimi vakazvimiririra nemakambani anorima michero, maruva nezvimwe (horticulture products) mumwaka uno nechinangwa chekusimudzira

×
×