Makwikwi enaph oitwa…Mitambo yakakosha kuvana’
Muchaneta Chimuka VABEREKI vokurudzirwa kutsigira vana vavo muzvidzidzo zvemitambo sezvo vamwe vachizokwanisa kuwana raramo kubva mazviri mune remangwana.
Dingindira revanhu vasina kuvimbika
Munyaradzi Gunduza TSANANGURA madingindira anowanikwa mumutambo Kereke Inofa. [25]
Zvinofambisa rungano
Munyaradzi Gunduza ZVINHU zvinoita kuti mutambo utambike: Kupera kunoita basa raRuvengo kunoita kuti azove rovha otanga kuchengetwa naCindy.
Mbambaira nesvutugadzike
MBAMBAIRA kana kuti mabura kudya kunofarirwa nevakawanda, asi hadzidi kudyiwa dzakadaro sezvo munhu achigona kudzipwa.
Rondedzero dziri nepakawanda
Ticha Danga SEKUTAURA kwandakaita muchikamu chakapfuura, rondedzero dzine gwara radzinofamba naro iro rinoda kutevedzerwa sezvinoitwa masvomhu ayo anotevedzera nzira inodiwa kuti tisvike pamhinduro inodiwa chaiyo.
Zvirwere zvinonetsa munguva yemvura
Muchaneta Chimuka SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group, riri kuyambira veruzhinji pamusoro pezvirwere zvinogona kubata vanhu vemazera ose munguva yekunaya kwemvura.
‘Gomarara rinoda kukasika kuongororwa
Muchaneta Chimuka SANGANO reRadiation Protection Authority of Zimbabwe (RPZ) svondo rapera rakabatana nemamwe masangano epasi rose mukucherechedza zuva reWorld Cancer Day nedonzvo rekuti chirwere chegomarara nendufu dzacho zvinge zvichiderera panosvika…
Ndakatanga nepairesi: Captain Dunga
Abel Ndooka MUIMBI wemusambo wePasada, Gift Shoniwa – uyo anozivikanwa saCaptain Dunga – anoti akatanga achiita zvepairesi apo aitengesa mhanzi yevamwe vaimbi pamusika wemukoto.
Kuriritira zvirimwa zveZhizha
Wendy Matashu Madzura KURIMA kwaveko mazuva ano rava bhizimusi nokudaro vavariro yemurimi yave yokuti arime mbesa zvine hutesvatesva hwekuti awane goho repamusoro-soro. Izvi zvinoita kuti varimi vasare vane mari yakawanda…
vatambi vari kutevera mari
Abel Ndooka NHABVU yemuZimbabwe inonzi iri pamusoro zvikuru kana ichienzaniswa neyeSouth Africa zvisinei nekuti vatambi vazhinji vemuno vari kumhanyira kunotambira zvikwata zvekunyika iyi nenyaya yekutevera mari.








