Tsika dzedu dzanangepi?
MAZUVA ano kune vamwe vanhu — vechidiki zvose nevechikuru — avo vari kurasa hunhu zvekuti unosvika pakuzvishairwa shumo yazvo. Kana kuti uti chiRungu chakati kuuya ichi, icho chinonzi chakauya nechirungurira,…
Masked goblins force pupil out of school
Nhlalwenhle Ncube GOBLINS have declared that they do not want her to get educated and in making sure that their plan does not get disturbed, they attack the girl only…
Bomber set to fight in London
Ricky Zililo, Senior Sports Reporter WORLD Boxing Federation (WBF) All-Africa heavyweight champion Elvis Moyo has been presented with a lifetime opportunity to fight Commonwealth champion Joe Joyce in London this…
Haye osendeka tsiva
DAVID Haye (37) ari kutarisirwa kusendeka magirovhosi ake etsiva izvo zvichamuona achizorora kubva mumutambo uyo waatamba kwemakore anodarika 16. Izvi zvinotevera mashoko ange achibva kuruzhinji ekuti shasha iyi ngaichisiya tsiva.
Messi oshuwira World Cup
MUTAMBI weArgentina, Lionel Messi, anoti anoda chaizvo kuhwina mukombe weWorld Cup iyo ichatanga masvondo mashoma ari kutevera kuRussia. Shasha yeBarcelona iyi haasati ambohwina mukombe mukuru achitambira nyika yake uye
Varimi vochema nemakoronyera
VARIMI vakagariswa patsva kuminda yekudiridzira yeCashel Valley kwaMutambara, kuChimanimani vanoti havasi kuwana mari inovapa pundutso mukurima kwavari kuita zvichitevera makoronyera anouya kuminda yavo achitenga zvirimwa nemari shoma zvikuru. Nekuda kwekudhurirwa…
I miss highlanders: Kangwa
FORMER Highlanders utility player Bruce Kangwa says he has fully committed himself to Tanzanian club Azam FC amid revelations that South African clubs are chasing his signature.











