Andy Ruiz’s dad not happy
NEW YORK. — When Andy Ruiz Jr bought a white Rolls Royce his father was not happy.
A-LEVEL ― ngano dzamatambidzanwa…Zvidzidzo zvemungano
Munyaradzi Gunduza TSANANGURA zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinobuda mungano uchishandisa ngano shanu dziri mubhuku iri. [25] Mungano inonzi, Vasikana navakomana shumba munobuda chidzidzo chekuti rooranai vematongo. Chidzidzo ichi chinobudiswa apo vasikana…
Zifa inokara mari: Shereni
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa ichitambira nhabvu maWarriors, Dynamos nezvimwe zvikwata zvekuEurope — Harlington Shereni — anoti vakambotamba mutambo uyu vanovharirwa kunze pose pavanoda kuita zvirongwa zvekusimudzira nhabvu nesangano reZimbabwe Football…
Gadzirirai chikoro nguva iripo
Ticha Danga KUBVA mukupedza kunyora kwatakaita bvunzo musi wa4 Gumiguru, takambosaruka zvikuru tichifarira kuzorora kwakange kwauya. Zvemabhuku takamborasa uko uye vamwe takabva tatogovera mbatya dzataishandisa kuzvikoro nekuti takabva tagura kupinda…
Pool finals on tomorrow
HARARE Province will host the 2019 Carling Black Label National Pool Championships finals at Island of Joy tomorrow.
Memory Nkwe leaves Skyz Metro FM
Danisa Masuku MEMORY Nkwe, the newsreader and presenter at Skyz Metro FM and one of its founding employees has left the radio station to join Classic 263. Boss Lady, as…
Fetiraiza, mbeu yepachena kuvarimi vedonje
Zvamaida Murwira ZVIRONGWA zvePresidential Input pamwechete neTillage Scheme zvakaparurwa kuGokwe nguva pfupi yadarika paine kurudziro yekuti hapana munhu ane chigaro chikuru muHurumende anofanira kushandisa huwori pakugoverwa kwezvekushandisa izvi. Zvekushandisa pakurima…
Brad Pitt said he cried for the first time in 20 years following split from Angelina Jolie
OVER the past three years Brad Pitt’s life has read like the script of one of his movies, with a crumbling marriage and alcoholism leaving him at rock bottom. But…
Varimi rambai muine tariro
MWAKA weZhizha wakatanga masvondo mashoma adarika apo pakaturuka mvura zvikaona varimi vachiita chipata-pata kumativi ose enyika apo vamwe vairima minda yavo vamwe vachitangisa kudyara mbesa. Pari zvino pane dzimwe mbesa…
SA in last-ditch move to save national airline
CAPE TOWN. — The South African government will cede control of its flagship airline to a restructuring specialist in a last-ditch attempt to save the cash-strapped business from collapse.





