‘Vakafirwa musangogara, itaiwo tumabhindauko’
Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra madzimai nevarume vakafirwa nevadikani vavo uye vakarambwa kana kuti vasina kumbopinda muwanano zvachose pamwe nenherera, reZimbabwe Widows, Widowers and Opharns Trust, riri kukurudzira vanhu ava kuti…
Batsirai Ropafadzo aendewo kuchikoro
Muchaneta Chimuka MWANA ane makore masere ekuberekwa, uyo akazvarwa akaremara makumbo ake izvo zvinoita kuti afambe achikambaira, ari kutsvaga rubatsiro rwemari yechikoro, wiricheya uye zvimwe zvinodiwa mudzidzo kuti akwanise kutanga…
Mwari vati tigare tose: Muporofita
Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai ari kuchema-chema mudare achiti ari kushungurudzwa nemurume akauya pamba pavo achiita zvechiporofita uye ndokuzomuudza kuti Mwari vanoda kuti vagare vose. Hilda Mano akataura mashoko aya muHarare…
Majeke azviita zvakare
Muchaneta Chimuka NYANZVI mumusambo weSungura, Herbert Majeke (34), akabura dambarefu idzva rinonzi “Zivai Nhumbi” iro riri pamusoro pekukosha kwekuziva nhumbi dzekupfeka pazviitiko kana kuti makungano akasiyana-siyana. Muhurukuro neKwayedza, Majeke anoti…
WHAT SEX REALLY MEANS TO WOMEN
Many women find sex to be the deepest form of love and connection, and many women are very sexually oriented. While his orgasm may be quicker, hers is often more…
SAA ordered to pay US$877k weather fees
South African Airways (SAA) must pay arrears of US$877 435 to the Ministry of Environment, Climate, Tourism and Hospitality Industry for meteorological fees, High Court judge Justice Owen Tagu has ruled.
Utsinye hwaCindy kuna vamwene
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa madingindira anobuda mumutambo uyu. Hutsinye: Cindy anoburitswa aine hutsinye chaihwo achiramba kuchengeta vamwene vake achiti havasirivo vakamubereka. Cindy anorambidza vamwene vake kuti vagare mumasofa akanaka…
Kukaringa usavi hwebhinzi
BHINZI kudya kunopa mapuroteni uye kuri nyore kubika. Svondo rino tiri kukaringirwa bhinzi naSusan Munemo wekuChiredzi, kuMasvingo. Zvinodiwa: Bhinzi rakaomeswa, hanyanisi, matomatisi, chikari, pani, munyu, mafuta, mvura yakachena. Mabikiro: Rara…
Mhinduro dzeNzwisiso
Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura takaita mibvunzo yenzwisiso nepfupiso zvaibva pamepu yaive nemusoro wakanzi Zimbabwe shongarunako. Zvino svondo rino tinokupai mhinduro dzinotarisirwa pamibvunzo yamakasangana nayo. Asi tisati takupai mhinduro idzi ngatimbotangai…
Orohwa kumba nekubasa
Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti agurwa kunorira nemurume wake uyo ari kumushungurudza nekumurova zvisinei nekuti ndiye ari kumuchengeta zvose nevana vavo. Melody Sanyika akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…








