Mhinduro dzeNzwisiso

Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura takaita mibvunzo yenzwisiso nepfupiso zvaibva pamepu yaive nemusoro wakanzi Zimbabwe shongarunako. Zvino svondo rino tinokupai mhinduro dzinotarisirwa pamibvunzo yamakasangana nayo. Asi tisati takupai mhinduro idzi ngatimbotangai…

Orohwa kumba nekubasa

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti agurwa kunorira nemurume wake uyo ari kumushungurudza nekumurova zvisinei nekuti ndiye ari kumuchengeta zvose nevana vavo. Melody Sanyika akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…

Gadzirira pachine nguva

Ticha Danga ZVIPO zvakadirana munguva yeKisimusi uye mbatya itsva dzakapfekwa. Iyo mimhanzi yakadandaurwa. Kwaisadanwa ainzwa akadavira. Vakuruwo vaiitawo zvezera ravo apo vamwe vaikoriwa nemhamba. Vamwewo vaitora mhuri dzavo nokuenda kumamisha…

Tenax rubbish franchise rumours

ZIMBABWE Prisons and Correctional Services are keen to have their Mutare-based outfit Tenax compete in the Castle Lager Premiership football this year.

Ngezi Platinum to tour SA

NGEZI Platinum Stars are leaving nothing to chance as they bid to challenge for the 2020 Castle Lager Premiership football title with the Mhondoro club set to tour South Africa as part of their preparations.

Voda kubata bofu chibharo

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuEpworth – uyo akarasikirwa nemaziso ose nekuda kwegomarara uye anoita basa rekupemha muguta reHarare – anoti anogara achifurufushwa nanachenzira nevamwe varume “vasvinu” vanenge vachida kumubata chibharo. Mai…

‘Unotuma shamwari dzako kundipfimba’

Nyasha Bvudzijena MUDZIMAI wemuHarare — uyo anoshanda muchiuto — anoti ari kuoneswa pfumvu neaimbova murume wake uyo waanoti anotuma shamwari dzake dzaanoshanda nadzo kuti dzimupfimbe izvo zvave kuda kuparadza wanano…

Oitwa bhora nemurume

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti anzwa nekugara achirohwa nemurume wake uyo anomuita “bhora rake” uye akamudzinga pamba pamwe chete nevana izvo zvave kuita kuti vagare pamhene. Agness Kawina akamhan’arira Mohamed…

Unregistered cars a menace to council

City Parking is losing thousands of dollars in potential revenue daily as unregistered vehicles are enjoying free parking in Harare’s central business district (CBD).

Oroverwa ‘dhimoni’ risingade imba

Nyasha Bvudzijena MUDZIMAI anogara mumusha weMbare, muHarare, anoti ari kurarama nekugarozvindikitwa nemurume wake achiti ane mweya wetsvina wakamugara unotoda kudzingwa uchiita zvekurohwa. Pauline Nemacha akamhan’arira James Chirambadare kuHarare Civil Court…

×
×