Wakapenga, hauite, ndiwe une yese
IMBWA HAIHUKURIRE SADZA naIgnatius Mabasa MUSI wa31 Zvita (December) 2019 ndakaona chishamiso. Paive nemapurisa ainge ane mudhudhudhu akanga achiita basa pamugwagwa. Vakamisa imwe mota, asi mutyairi wayo akaisimudza zvemufirimu chaizvo,…
Alcohol should come with ‘how to use’ instructions
Mthandazo Ndlovu We are in the year 2020 and we give God the glory for the gift of life. Some of our brothers and sisters did not make it because…
Maroja orwira chimbuzi
Courtney Munodawafa NYAYA yemajana (duty) ekuchenesa pamba pakati pemhuri mbiri dzinoroja pamwe chete mumusha weHighfield, muHarare, yakonzeresa bongozozo iro rakaita kuti vapedzisire vaendesana kumatare edzimhosva. Priscilla Zhou akamhan’arira Tatenda Pfumo…
Muroora opumha amwene huroyi
Courtney Munodawafa MUDZIMAI anogara kuMufakose, muHarare, anoti ari kushaiswa rugare neaimbova muroora wake uyo ari kumupumha huroyi uye anouya pamba pake aine miteuro inenge yakanyorwa zita rake achisvikomushandisira. Tarisai Musiiwa…
Hatidzore tsvimbo: Mhari
Abel Ndooka MUBATI wepagedhi weFC Platinum, Petros Mhari, anoti havazi kuzodzokera kumashure zvichitevera kuhwinha kwavakaita mukombe wePremier Soccer League (PSL) kechitatu kakatevedzana mwaka wadarika sezvo vanoda kuutora zvakare gore rino.…
‘Ndinorohwa nevana vemurume’
Courtney Munodawafa IMWE shirikadzi inoti iri kushaiswa rugare nekushungurudzwa nevanasikana vemurume wayo nekugara ichirohwa. Eveline Maromo akazvuzvurudzira Marciline Katsetula naPerpetual Katsetula kudare reHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. Mutongi Noah…
MaChevrons omirira Sri Lanka
Abel Ndooka CHIKWATA cheZimbabwe Cricket (ZC) chemaChevrons chichasangana necheSri Lanka mumitambo miviri yeTest Match Series ichatambirwa kuHarare Sports Club mwedzi uno. Mutambo wekutanga uriko musi wa19 uye uchizopera musi wa23…
Chenjererai ‘maporofita’
SVONDO rino tine nyaya inosuwisa zvikuru, yevanhu vaviri avo vakafa kuBuhera mushure mekunge vabaiwa majekiseni emushonga usati wave kuzivikanwa nemumwe murume anozviti muporofita uyo aiti aivabatsira pamatambudziko avo. Mukubuda kwenyaya…
SA business confidence at worst
While there was a slight improvement in business confidence in December last year, the overall level for 2019 was the worst since 1985.
‘Mhanzi ngaishandure hupenyu hwevanhu’
Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero Tafadzwa Patience Chiminya — uyo vazhinji vanoziva saMai Zimi — anoti mhanzi inofanirwa kushandura hupenyu hwevatereri uye kusimudzira vanotambudzika muhupenyu hwavo. Mai Zimi avo vanozivikanwa…






