Mufushwa wehowa

Muchaneta Chimuka MuFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti hune mavitamin uye iron zvinobatsira kuti muviri ugare wakagwinya. Svondo rino Tendai Chandipwisa wekuMasvingo anotsanangura mamwe…

Muvengi wako ndiwe

Wedzerai Nhemachena MAZWI matsva mumutauro wedu vatema kana vachena anomera nezvinoitika munharaunda dzatigere, mungava mumisha yedu, mumatunhu kana mumakambani matinoshandira. Semuenzaniso, izwi rekuti “akazviuraiwa” idzva mumutauro weChiShona. Dare rino rakambotambudzika…

Akafa arovera vabereki bere . . . Mupositori tasa . . . mumwe orasika njere

Kingstone Mapupu MURUME mupositori wekuGuruve akafa, mukoma wake ndokusara orasika njere mushure mekunge vaviri ava vapihwa mhiko netsvimbo dzakanamatirwa kumasowe kwavo, idzo vakanoshandisa kuzvambaradza vabereki vavo nekuvapisira musha nematanga embudzi…

Human capital vital to economic transformation

Business Reporter DEVELOPING skilled human capital is critical as Zimbabwe and the rest of Africa drive at realising robust economic transformation. According to Higherlife Foundation, a social impact and human…

Government rallies private sector to exploit AfCFTA market opportunities

Harare Bureau ZIMBABWE is scaling up efforts to take a strategic position in the exploitation of the 1,2 billion people African market that is set to be created by the…

Amai vobatsira vanotambura

Tendai Rupapa NYAYA dzevanhukadzi vanoita basa rekutengesa miviri yavo dzinogona kuderera kana vakatambira zvirongwa zvekupa madzimai masimba mune zveupfumi izvo zviri kuvambwa nemudzimai wemutungamiriri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa…

Amai vorwisa Covid muzvikoro

Tendai Rupapa MUDZIMAI wemutungamiri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa — avo vanove patron wesangano reAngel of Hope Foundation — nemusi weMuvhuro vakapa chipo chemamasiki kubazi redzidzo yepuraimari nesekondari, apo…

Makunakuna anyanya . . . Muchinda odanana nembwa . . . Ambuya nemukuwasha . . .

Kingstone Mapupu MAMBO Makope vekuMvurwi, kuMashonaland Central, vanoti vari kushushikana nekushaya hunhu kuri kuitwa nevamwe vanhu vemudunhu ravo vari kushinha nezvipfuyo uyewo nevakuwasha vari kupinda murudo nemadzimbuya vavo izvo zvinopesana…

VeNetball vomirira SRC

Abel Ndooka MUTUNGAMIRI weZimbabwe Netball Association (ZINA) — Leticia Chipandu — anoti sangano ravo rakanyorera kuSports and Recreation Commission (SRC) vachikumbira mvumo yekutanga kutamba nekuronga mitambo yenetball muno iyo yakamiswa…

Handivimbise zvakawanda: Mapeza

Abel Ndooka MURAIRIDZI weFC Platinum — Norman Mapeza — anoti panguva ino haasi kuda kufunga zvekumberi mumutambo weCAF Champions League asi kuti anoda kurongera mitambo sekuuya kwainenge ichiita. Murwendo rwekuenda…

×
×