JUST IN: N’anga arrested with US$2 000 python skin. . .Remanded to 26 March

Conrad Mupesa Mashonaland West Bureau A SIAKOBVU traditional healer was recently arrested while trying to sell a US$2 000 worth of python skin to Zimbabwe Parks Authority (ZimParks) rangers.  …

Akafa atsikwa nemota yababa

Kingstone Mapupu MWANA aive negore nemwedzi mina yekuberekwa wekuBindura anonzi akatsikwa ndokufa nemotokari yababa vake iyo yakangoerekana yave kufamba isina mutyairi pachivanze chevabereki vake. Tsaona iyi inonzi yakaitika nguva pfupi…

Chitungwiza yatarisana nezvirwere

Phillipa Chinhoi-Mukome VAGARI vekuChitungwiza vobatira hana dzavo mumaoko vachityira kuti munzvimbo yavo mungangonyuka zvirwere zvemanyoka zvinosanganisira cholera zvichitevera mvura zhinji yakanaya svondo radarika zvikaita kuti mvura yemasuweji ipedzisire yopinda mudzimba…

JUST IN: Mahomed Mussa dies

Mukudzei Chingwere Herald Reporter Zimbabwe business tycoon Mahomed Mussa died early this morning, a close family source has confirmed the news. The exact cause of death is yet to be…

Maonero edu: Harare musatambe neupenyu hwevanhu

SVONDO rino tine nyaya inosuwisa zvikuru yevagari vekuGlen View neBudiriro, muguta reHarare, avo vakatarisana nedambudziko guru remasuweji ari kuyerera achipinda mudzimba dzavo nedzimwe nzvimbo izvo zvine njodzi yekukonzera kunyuka kwezvirwere…

JUST IN: Zimbabwe’s Felisitus Kwangwa ready to make her debut in the Vitality Netball Superleague

Sports Reporter The Vitality Netball Superleague is set to return in the UK with a bang this week after the 2020 season was cancelled with just four rounds played due…

Muzvinabhizimisi akaponda sekuru

Kingstone Mapupu MURUME anoita basa rekubata hove kuSiakobvu, kudunhu raMambo Mola, kuKariba akasungwa nemapurisa achipomerwa mhosva yekuponda sekuru vake achiti vainge vamubira mari. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland West, Inspector Margarate…

Bembera Padare: Unokohwa chaunenge wakadyara

naWedzerai Nhemachena INO inguva yekurima isu vamwe tinorimira mhuri dzedu nenyika kuti tiwane chekudya chakakwana neraramo yakaringana. Varimi vakangwarira vakaita hurongwa hwekurima minda yepagombo, yekunhivi, yekumhiri neyepamusha pakare vachidyara mbeu…

Voshandisa migomo sezvimbuzi . . .Dzimba dzazara suweji

Muchaneta Chimuka APO veruzhinji vari kuedza kuzvidzivirira kuchirwere cheCovid-19 nekugara mudzimba, mamiriro ezvinhu mumisha yeGlen View neBudiriro, muHarare aipisisa sezvo vagari veko vari kuswera nekurara “vachishambira” mumasuweji zvekuti vamwe vave…

Zimbabwe’s Madzingira speaks about racism in football

LONDON – Racism in football is a bigger problem than abusive messages seen on social media, says Facebook Content Policy Manager, Zimbabwean Fadzai Madzingira, after Instagram announced new measures to…

×
×