Business mogul Mahomed Mussa dies
Tendai Chara
MUHAMMED Mussa, the businessman who owned Mahomed Mussa Wholesalers, arguably one of Zimbabwe’s largest wholesalers, has died.
Chipinge town secretary arrested again
Chipinge town secretary, Dr Susan Dube, has been arrested again on criminal abuse of duty charges barely 48 hours after being released on bail on another case of dishonesty. Allegations…
Zinyoka pasi pemubhedha muchipatara kuGweru
Munyori weKwayedza YAKAVE batai-batai pane chimwe chipatara chiri kuGweru apo zimukweshwa renyoka raive rakareba mamita anodarika matatu — iro rinofungidzirwa kuti irovambira (black mamba) — rakapinda mune imwe wadhi inorapirwa…
Mwana afira mu‘septic tank’
Kingstone Mapupu MWANA wekushaikwa nevabereki vake kwemazuva matatu mumusha weSenton Park, muguta reHarare, azowanikwa mutumbi wake uri mugomba kana kuti tangi retsvina – “septic tank”. Sharon Zariro (6) akagumisira kuonekwa…
Tave kutyira vechidiki: Mafero
Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn — Joey ‘Mafero’ Antipas — anoti ave kutyira vatambi vechidiki kuti vanogona kurasika vakapedzisira votora zvinodhaka zvisingatenderwe mumuviri zvichitevera kupedza kwavaita nguva yakareba vasingatambe nhabvu.…
Zviri mugapu: Kukaringa muriwo wekabichi
naMuchaneta Chimuka MUMURIWO wemakabichi tinowana Vitamin C, mapuroteni nekudzivirira nyaya dzekufufutirwa mudumbu. Svondo rino Simon Muchini wekuMasvingo anotitsanangurira mamwe mabikirwo emuriwo uyu. Zvinodiwa: Kabichi, matomatisi, hanyanisi, mafuta, pani nechipunu. Mabikiro:…
Covid yokanganisa varimi vechidzimai
Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru mabasa evanhukadzi vari munyaya dzekurima zvichitevera matambudziko avari kusangana nawo sekutadza kuenda kumisika kunotengesa zvirimwa zvavo nekunotenga zvekushandisa. Mutungamiriri wesangano reZimbabwe Women…
Bruce Springsteen arrested on DWI charges in November
(CNN)Bruce Springsteen was arrested in a national park in New Jersey in November on charges of driving under the influence, according to a spokeswoman for the Gateway National Recreational Area…
JUST IN: N’anga arrested with US$2 000 python skin. . .Remanded to 26 March
Conrad Mupesa Mashonaland West Bureau A SIAKOBVU traditional healer was recently arrested while trying to sell a US$2 000 worth of python skin to Zimbabwe Parks Authority (ZimParks) rangers. …
Akafa atsikwa nemota yababa
Kingstone Mapupu MWANA aive negore nemwedzi mina yekuberekwa wekuBindura anonzi akatsikwa ndokufa nemotokari yababa vake iyo yakangoerekana yave kufamba isina mutyairi pachivanze chevabereki vake. Tsaona iyi inonzi yakaitika nguva pfupi…











