Kadewere in successful surgery
WARRIORS forward Tino Kadewere has undergone an operation in France to mend a nagging leg injury that has cut short his debut season in the French Ligue 1.
Ngatizviitirei zvinhu zvedu
VAZHINJI vedu munyika vave kuita mabhizimusi ekutenga nekutengesa zvinhu zvakagadzirwa nevamwe. Izvi zvinobatsira kuti vanhu vawane raramo mukuchengeta mhuri dzavo. Asi chanetsa ndechekuti vanhu vanotengesa vawanda kudarika vanogadzira zvinhu zvinodiwa…
‘Varume mhene havadi Condom’ . . . ‘Vanongotibhadhara maUS$’
Patrick Shamba VANHUKADZI vanoita basa rekutengesa muviri mudhorobha reBindura nenzvimbo dzakapoteredza vanoti vamwe vevarume “mhene” vavanotorana navo vachinosasana vanosarudza kuvabhadhara mari yakawanda – maUS$ – kuitira kuti vaite bonde pasina…
Gava rofungirwa kuti ndere varoyi
Kingstone Mapupu VAGARI vekuChitungwiza vanoti gava rakapinda mune imwe imba iri kuUnit A nemusi weChishanu wadarika rinogona kunge riine chekuita nemabasa ehuroyi sezvo nzvimbo iyi isina masango ari pedyo ane…
Mwana obatsirwa naProphet Java
Kingstone Mapupu PROPHET Passion Java vechechi yePassion Java Ministries and Kingdom Embassy Church vanovimbisa kubatsira mwanasikana wekuGweru uyo ane dambudziko rekuzvimba dumbu uye ari kutsvaka rubatsiro rwemari yekuti anovhiiwa kunyika…
Retailers feel heat from smuggled goods
The Confederation of Zimbabwe Retailers (CZR) has bemoaned the proliferation of smuggled goods on the market which is disadvantaging those involved in standard business practices in terms of pricing.
‘Takwangwaya pachipari’
Kingstone Mapupu MADZIMAI matatu ari pabarika emubhuku rekwaRubatika, kwaMambo Seke, vanoti vaomerwa neupenyu vachiti vava kudya nhoko dzezvironda. Madzimai aya ndiSarah Kahunhu (24) anova vahosi, Tsitsi Mudarikwa (20) wechipiri naMonica…
Zimbabwe-Zambia meet for cross border migration management
Stakeholders, including port authorities, government departments and cross border traders from Zimbabwe and Zambia, are convening a joint cross border migration management meeting in Chirundu.
Mamwe mabikirwo enyama yeguru
USAVI hwenyama yeguru hunonaka zvikuru uye tinowana mapuroteni kubva kwahuri asi hunoda kubikwa zvakanaka. Svondo rino Farirai Mlambo wekuChipinge anotitsanangurira mamwe mabikirwo enyama yeguru zvemhando yepamusoro. Zvinodiwa: Poto, chikari, pani,…
Zvandiri yorwisa HIV mune vechidiki
Tadiwa Nyatanga SANGANO reNational Aids Council roshanda pamwe nereZvandiri mukupa tariro kune vechidiki vanorarama nehutachiona hweHIV. “Hapana chatingati ndechedu chinoitwa tisipo” ichi chirevo chinobva kune vechidiki vekuMarondera vachitsanangura kukosha kwekupinzwa…











