Zvirongwa zveHurumende zvosimudzira raramo yeruzhinji
Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kufambisa zvirongwa zvikuru zvina izvo zvine chinangwa chekusandura hupenyu hwevanhu zvinosanganisira kusimudzirwa kwenyaya dzezveutano, kurwisa kushandiswa kwezvinodhaka nevechidiki, kugadzirwa pamwe nekuvandudzwa kwemigwagwa uye kuwaniswa kwemvura yakakwana…











