ANA MANJENJENJE MURIKO HERE UKO?

Kingstone Mapupu

VAERA Mbizi – veTembo Mazvimbakupa, imika ana Chihota – nyatsonzwai kwamakabva nako uye kuti sei zvichinzi Manjenjenje ganda revasikana? Mambo Chihota vanonyatsopa nhoroondo izere – kubva kumavambo kusvika zvino.

. Onai nyaya iyi izere muKwayedza resvondo rino

Related Posts

Baba vazvisungirira vaita makunakuna nevanasikana vavo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 50 ekuberekwa wemubhuku raParowa kwaMambo Marange, kwaMutare akawanikwa akafa svondo rapera munyaya inofungirwa kuti akatora upenyu hwake mushure mekunge anetsana nemwanakomana wake uyo aimupomera mhosva…

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *