Zvinodhaka neCovid-19
Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vanoyambirwa kuti vasiyane netsika yekutora zvinodhaka sezvo zviri zvimwe zvinoita kuti vashaye hanya nekutevedzera matanho ekudzivirira kupararira kweCovid-19 anosanganisira kupfeka mamasiki nemazvo, kurega kuungana uye kushambidza maoko…
Vodzidziswa kuzvishandira
Abel Ndooka MADZIMAI nevanasikana vanobva kudunhu rekwaSeke svondo rapera vakasimudzirwa kuburikidza nekudzidziswa mabasa emaoko nechinangwa chekuti vazvishandire uye zvigoshandura upenyu hwavo zvichitevera kudzoserwa kumashure kwahwakaitwa nechirwere cheCovid-19. Chirongwa ichi, icho…
Zim iri mugwara: WHO
Muchaneta Chimuka MUMIRIRI wesangano rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisation (WHO munyika muno, Dr Alex Gasasira, vorumbidza Zimbabwe nekutora kwairi kuita matanho akasimba ekurwisa kupararira kwechirwere chemanyoka cheTyphoid pamwe…
Vakawanda vobaiwa majekiseni eCovid
Thandeka Moyo-Ndlovu VANHU vakawanda vanonzi vari kubaiwa majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 kuBulawayo izvo zvaona dunhu iri richitarisana nekushomeka kwemajekiseni anofanirwa kubaiwa pakutanga (1st dose). Pasi pechirongwa chekubaiwa majekiseni aya, munhu…
‘Zvava kuda kushanda pamwe’
Muchaneta Chimuka KAMBANI yeUnilever Zimbabwe svondo rapera yakapa midziyo nezvimwe zvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 kuchipatara cheParirenyatwa Groups of Hospitals, muguta reHarare. Zvinhu zvakapihwa kuchipatara ichi zvinosanganisira mishonga yekutsvindisa maoko…
‘Covid itsva injodzi huru’
Munyori weKwayedza NYANZVI yezveutano, Professor Solwayo Ngwenya, vanoti zvichitevera kunyuka kwemhando itsva yechirwere cheCovid-19 muZimbabwe iyo inodaidzwa nekuti B.1. 617 uye inopararira nekukasika, zvakosha kuti pave nemushandirapamwe wekurwisa denda iri…
Handi mapurisa, imbavha: ZRP
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ari kushushikana nembavha dziri kuba mudzimba nedzimwe nzvimbo apo dzinenge dzakapfeka yunifomu yemapurisa kana yemauto. Mutauriri wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul Naythi,…
Vasikana vodzidziswa nezvekutevera
Abel Ndooka SANGANO rakazvimirira rosimudzira utano hwevanasikana nekuvapa dzidziso pamusoro penguva yavo yekutevera kuburikidza nebhuku remakatuni rinonzi “Menstrupedia Comic – Shona, Dzidzo yekuenda kumwedzi kwemwanasikana”. Bhuku iri – iro rakanyorwa…
Akadzikwa demo mumusoro ‘nechikomba’ chemudzimai
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuSilobela, kudunhu reMidlands, vari kuferefeta nyaya yemurume ane makore 42 okuberekwa uyo ari kunzi akatemwa nedemo mumusoro nemumwewo murume vari panzvimbo yemabhizimisi yeMusilahobe…
Zim yorwisa Covid itsva
Mukudzei Chingwere HURUMENDE iri kusimbaradza matanho ekurwisa mhando itsva yechirwere cheCovid-19 – inodaidzwa nekuti B.1. 617 – iyo inopararira nekukasika zvekare yakatanga kunyuka kunyika yeIndia nguva yadarika uye zviri kunzi…











