Pakubaiwa majekiseni Zimbabwe iri pamberi
Rumbidzayi Zinyuke ZIMBABWE ndiyo iri pamusoro penyika dzemudunhu reSADC panyaya yekutenga mushonga wemajekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 uye nekubaiwa kwevanhu nhomba iyi. Nyika ino ine chinangwa chekubaya majekiseni ekudzivirira denda iri…
Ngatizviitirei zvinhu zvedu
VAZHINJI vedu munyika vave kuita mabhizimusi ekutenga nekutengesa zvinhu zvakagadzirwa nevamwe. Izvi zvinobatsira kuti vanhu vawane raramo mukuchengeta mhuri dzavo. Asi chanetsa ndechekuti vanhu vanotengesa vawanda kudarika vanogadzira zvinhu zvinodiwa…
‘Varume mhene havadi Condom’ . . . ‘Vanongotibhadhara maUS$’
Patrick Shamba VANHUKADZI vanoita basa rekutengesa muviri mudhorobha reBindura nenzvimbo dzakapoteredza vanoti vamwe vevarume “mhene” vavanotorana navo vachinosasana vanosarudza kuvabhadhara mari yakawanda – maUS$ – kuitira kuti vaite bonde pasina…
Gava rofungirwa kuti ndere varoyi
Kingstone Mapupu VAGARI vekuChitungwiza vanoti gava rakapinda mune imwe imba iri kuUnit A nemusi weChishanu wadarika rinogona kunge riine chekuita nemabasa ehuroyi sezvo nzvimbo iyi isina masango ari pedyo ane…
Mwana obatsirwa naProphet Java
Kingstone Mapupu PROPHET Passion Java vechechi yePassion Java Ministries and Kingdom Embassy Church vanovimbisa kubatsira mwanasikana wekuGweru uyo ane dambudziko rekuzvimba dumbu uye ari kutsvaka rubatsiro rwemari yekuti anovhiiwa kunyika…
‘Takwangwaya pachipari’
Kingstone Mapupu MADZIMAI matatu ari pabarika emubhuku rekwaRubatika, kwaMambo Seke, vanoti vaomerwa neupenyu vachiti vava kudya nhoko dzezvironda. Madzimai aya ndiSarah Kahunhu (24) anova vahosi, Tsitsi Mudarikwa (20) wechipiri naMonica…
Mamwe mabikirwo enyama yeguru
USAVI hwenyama yeguru hunonaka zvikuru uye tinowana mapuroteni kubva kwahuri asi hunoda kubikwa zvakanaka. Svondo rino Farirai Mlambo wekuChipinge anotitsanangurira mamwe mabikirwo enyama yeguru zvemhando yepamusoro. Zvinodiwa: Poto, chikari, pani,…
Zvandiri yorwisa HIV mune vechidiki
Tadiwa Nyatanga SANGANO reNational Aids Council roshanda pamwe nereZvandiri mukupa tariro kune vechidiki vanorarama nehutachiona hweHIV. “Hapana chatingati ndechedu chinoitwa tisipo” ichi chirevo chinobva kune vechidiki vekuMarondera vachitsanangura kukosha kwekupinzwa…
Kuvheneka Covid: Zim yorumbidzwa
Thandeka Moyo-Ndlovu SANGANO rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisation (WHO) rinorumbidza Zimbabwe nekusimudzira chirongwa chekuvheneka vanhu chirwere cheCovid-19 kuburikidza nenzira ye”antigen rapid diagnostic” nedonzvo rekurwisa kupararira kwedenda iri. Chirongwa…
‘Hatidi Covid muzvikoro’
Muchaneta Chimuka VADZIDZI vemuzvikoro vari kukurudzirwa kuti vakoshese kutevedzera matanho akatarwa ekumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 sekupfeka mamasiki, kugeza maoko nemvura ine sipo kana kushandisa sanitiser uye nekusaita chitsokotsoko. Kurudziro iri…











