Majekiseni ava pedyo nevanhu

Muchaneta Chimuka VAMWE vagari vemuguta reHarare vari kupembedza danho rakatorwa nekanzuru rekuti chirongwa chekubaiwa kwevanhu majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 chipararire neguta iri vachiti izvi zviri kubatsira mukuderedza kudhurirwa pakufamba uye…

ZOC yotaura nezvemaOlympics

Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Olympic Committee (ZOC) rinoti parizvino munhu mumwechete anokwikwidza mumutambo weRowing ndiye akwanisa kubudirira kunomirira nyika kumitambo ye2020 Tokyo Summer Olympics iyo ichaitirwa kuJapan munaChikumi. Mitambo iyi…

Vatambi vebhora baiwai majekiseni

Abel Ndooka VATAMBI venhabvu uye vatsigiri vemutambo uyu vokurudzirwa kuti vaende kunobaiwa majekiseni emushonga wekudzivirira chirwere cheCovid-19 segadziriro yekutanga kwemitambo iyi iyo iri kutarisirwa kutanga munguva pfupi inotevera. Kuridziro iyi…

Dziva rinoda kudzidzwa

naWedezerai Nhemachena ZVIKOMANA zvechidiki zvinofudza mombe kumaruwa zvisati zvanyatsogona kutuhwina saka zvinodzidzira kushambira kumahombekombe emadziva ari munharaunda mavo kwavanofudzira mombe dzavo ikoko. Nenguva vanopinda zvishoma-nezvishoma mukati medziva pavanenge vave kukwanisa…

Mudzimai ounza zvikomba mumba

Danisa Masuku ari kuBULAWAYO MURUME anogara mumusha weTshabalala, kuBulawayo anoti agere muchoto chaimo nemudzimai wake uyo anomuoneka kuti achambonoona zvikomba zvake, kana odzoka kumba ouya nazvo uye iye akasimudza musoro…

Vana vatatu vakabhinywa

Kingstone Mapupu MAPURISA ekudunhu reMashonaland West anoti ari kushushikana zvikuru nekuwanda kuri kuita nyaya dzevana vari kubatwa chibharo nehama kana kuti nevamwe vavanogara navo vepedyo. Izvi zvinotevera kubatwa kwakaitwa vana…

Akabata kamwana mazamu

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 58 ekuberekwa wekwaSeke akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts nemhosva yekubata mazamu emwana ane makore 13 ekuberekwa. Isaac Mazhindu anogara mubhuku raMazhindu ari kurambisisa mhosva yaari…

Akayamwiwa ropa afenda

Tendai Gukutikwa ari kwaMUTASA MUNYAYA inofungidzirwa kuti ine chekuita nezveSatanism, murume wekwaMutasa, svondo rapera anonzi akapotsa asiya nyemba mushure mekunge vavakidzani vake vamutema-tema mumusoro nezibanga rinonzi machete ndokuzomuyamwa ropa rake…

Ngozi yadya vanhu 50. . . mweya waKuzipa wozipirwa neropa

Tendai Gukutikwa ari kwaMUTARE NGOZI yemudzimai wekwaMambo Zimunya, kwaMutare — uyo akauraiwa nemwanakomana wake mukuru — yamuka chibhebhenenga uye kusvika pari zvino yauraya vanhu 50 vemumhuri iyi. Ava makore 44…

Vana vodhakwa, voramba chikoro

Kingstone Mapupu VAMWE vabereki vanoti kugara kwakaita vana kwenguva refu vasingaende kuchikoro nekuda kwechirwere cheCovid-19 kwakonzera kuti vamwe vatange kutora zvinodhaka uye vave kuramba kudzokera kuchikoro. Izvi zvinotevera kutora kwakaita…

×
×