Matemba chirera mhuri

MATEMBA muriwo wakakosha zvikuru sezvo tichiwana iron neVitamin D uye anogona kugara kwenguva refu. Svondo rino Locadia Mapuranga wekuChitungwiza anotitsanangurira mamwe makangirwo ematemba akaomeswa. Zvinodiwa: Chikari, poto kana pani, hanyanisi,…

Mabasa abata mabasa

Muchaneta Chimuka NYANZVI mukunyora mabhuku, dambanevana, nyanduri uye ari muimbi – Ignatius Tirivangani Mabasa – anyora nhoroondo pasi rose zvichitevera kubura kwaakaita zvidzidzo zvekutanga zveChiShona zvePhD Thesis paRhodes University yekuSouth…

Malawi yorumbidza kambani yeSeed Co

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvekurima rekunyika yeMalawi, VaLobine Clarke Lowe, vanorumbidza kambani huru munyaya dzekuuchikwa kwembeu muZimbabwe yeSeed Co nebasa rairi kuita kusimudzira nyaya dzekurima munyika muno nekunze kuburikidza nekuuchika mbeu…

‘Toti suweji apa kune Covid-19’

Muchaneta Chimuka SANGANO rinorwira kodzero dzavanhu dzekuwaniswa mvura yakachena, reCommunity Water Alliance (CWA), svondo rapera rakaparura chirongwa chinodaidzwa kuti #TsimbaDzeUtano/InyatheloLokuhlanzeka Campaign munzvimbo yeMabvuku neTafara, muguta reHarare, mushure mekutambira zvinyunyuto kubva…

‘Covid inogona kunyukazve’

Munyori weKwayedza KUFARISA uye maitiro asina hanya nekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 izvo zvakaitwa nevamwe vanhu panguva yezororo rePasika richangodarika zvinonzi zvine njodzi huru yekukonzera kunyuka kechitatu kwedenda iri, zvikuru kana…

Fodya yotanga  kutengeswa 

Muchaneta Chimuka  MUTEVEDZERI wegurukota rezveminda, kurima, hove, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa – VaVangelis Haritatos – vanoti vari kugutsikana negadziriro yaitwa yekudzivirira kutapuriranwa kwechirwere cheCovid-19 kumisika inotengeswa fodya iyo iri kuvhurwa…

NUST yogadzira midziyo yePCR

Thandeka Moyo-Ndlovu NATIONAL University of Science and Technology (NUST) ine hurongwa hwekutanga kugadzira midziyo inoshandiswa kuvheneka vanhu chirwere cheCovid-19 inozivikanwa nekuti polymerase chain reaction (PCR) iyo pari zvino iri kutengwa…

Vana vodhakwa, voramba chikoro

Kingstone Mapupu VAMWE vabereki vanoti kugara kwakaita vana kwenguva refu vasingaende kuchikoro nekuda kwechirwere cheCovid-19 kwakonzera kuti vamwe vatange kutora zvinodhaka uye vave kuramba kudzokera kuchikoro. Izvi zvinotevera kutora kwakaita…

‘Magirovhosi haisi nyaya’

Thandeka Moyo-Ndlovu NYANZVI dzezveutano dzinoti hazvina njodzi kuti vashandi vezveutano savanamukoti vabaye vanhu majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 vasina kupfeka magirovhosi sezvo pasina humbowo hunoratidza kuti kuita kwakadai kune njodzi. Izvi…

Basa radzikira: Padenga

Enacy Mapakame KAMBANI inopfuya makarwe yePadenga Holdings Limited inoti bhizimisi rayo rinogona kudzikira zvakanyanya zvichitevera zvimhingamipinyi zvakasanganikwa nazvo nekuda kwekunyuka kwechirwere cheCovid-19. Gore rapera, upfumi hwepasi rose hwakadzoserwa kumashure nezvirongwa…

×
×