Nyakunzi aroore dhongi akaripiswa
Kingstone Mapupu MUKOMANA uye wechidiki wemubhuku raMangwiro, kwaShe Chundu kuHurungwe, wekunzi akaramwirwa dhongi achinzi ariite mudzimai wake, akazoripiswa mbudzi shanu nehuku nesvikiro rekudunhu iri.Mukomana uyu, uyo ane makore 17 ekuberekwa…

‘Tinoingwa nezvivanhu zvipfupi, zvine ndebvu’. . . zvikadzi zviri musvo
MURUME wechidiki wepapurazi reMimosa, kuMarondera, apo pakagariswa vanhu patsva, anoti akaita mazuva matatu achirwisana nezvidhoma dakara akazokuvara gumbo.
‘Varimi vemukaka vanofanira kusimudzirwa’
MUTEVEDZERI wegurukota rinoona nezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro kuchikamu chekuvandudzwa kwezvipfuyo, Cde Paddy Zhanda, vanoti Hurumende inofanira kutsvaka dzimwe nzira dzinoita kuti varimi
Zifa inoda isu: Dinyero‘. . . itungamirirwe nevakambotamba’
SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu ichitambira zvikwata zvinoti Dynamos FC, Blackpool, Black Mambas neSporting Lions pamwe nemaWarriors – Masimba Dinyero – anoti kuti nhabvu yemuno ibudirire
‘Chinangwa ngachive donzvo remwanasikana’
Catherine Murombedzi Kurarama Neutachiona hweHIV “MWANASIKANA ane sarudzo yaanogona kuiita uye ane simba pamusoro pemuviri wake.” Aya mashoko akataurwa naAtupele Indira Milanzi musikana ane makore makumi maviri nemashanu ekuberekwa uyo…
‘Mushanyi Dada akashinha’…Midzimu yeNyanga yonzi yakatsamwa
MUSHANYI wekutsakatika mumakomo anoyera eMount Nyangani, kuNyanga muna Ndira wegore rino, ari kunzi nevakuru venzvimbo iyi akashinha nemudzimai wake mugomo iri izvo zvakazokonzera kuti atetereke.
Ebola nemadzimai akazvitakura
ZVISINEI nekuti chirwere cheEbola, icho kusvika pari zvino chauraya vanhu 7 000 kunyika dzekuWest Africa, chinogona kubata munhu wese, madzimai akazvitakura nevana ndivo vanowanikwa vachinyanya kushungurudzwa
Zuva iro Santa Claus anouya kupurazi
Evans S. Zininga SEMUNHU agara munzvimbo dzemapurazi kwenguva yakareba ndinozivawo zvinhu zvinoitika gore negore. Chimwe chinhu chandisingakwanise kuti chidarike ndisina kutaura nezvacho izuva reKisimusi pamwe negoredzva.