‘Shefu’ otongwa kudare

Tatenda Moyo MUDZIMAI wekukwidza aimbova murume wake kumatare achiti ndichamangwiza (chief executive officer) weimwe kambani akazoshamisika apo murume uyu akati aitoshandirawo mumwe munhu. Potia Murindagomo akaendesa

Division One, World Navi ukama hwosimbiswa

SACHIGARO weDivision One Northern Region League, Willard Manyengavana, anoti ligi ravo nevakotsveri veWorld Navi vachapinda muhurukuro nguva pfupi iri kutevera iyo ichaona vachinyorerana patsva chibvumirano

Tamirira kuunzwa mutsindo

MUSANGANO uya wanga wakamirirwa namaziso matsvuku (6th National People’s Congress), musangano webato riri kutonga, bato rakarwira rusununguko reZanu-PF, watanga muguta reHarare.

Ndine makore 40 nemwana mumwe

TINODA kukuzivisai kuti vose vaimbofona pa0775 515 535 chiregerai, tatenda. *****

Arsenal yotsiva Wilshere akakuvara

ARSENAL iri kugadzirira kutsiva Jack Wilshere uyo akakuvara gumbo rake nguva yadarika nekutenga mutambi weNewcastle United, Moussa Sissoko.

Akanyn’udzwa nehope mudare

Tatenda Moyo MURUME wekuti nyaya yake yemendenenzi yakatongwa akaneta uye aine hope akazodzokera zvakare kudare achida kuti itongwe patsva.

David Livingstone yopembedzwa

VANA vepaDavid Livingstone Primary School, muHarare, avo vakakunda vamwe muzvidzidzo pamwe nezvimwe zvakaita semitambo svondo rapera vakapembedzwa nekupihwa mibairo yakasiyana.

Kutyaira zvisina hanya

Ernest Muchena VATYAIRI vakawanda vanowira muna taisireva votongwa nemhosva yekutyaira zvisina hanya. Vamwe vacho vanochema nerekuti “Ndaisaziva veduwe-e”.

‘Ecd ndiyo hwaro hwedzidzo’

VABEREKI vari kukurudzirwa kukoshesa dzidzo yevana yeEarly Childhood Development (ECD) sezvo iri iyo inovapa hwaro hwakanaka hwefundo.

GRADE 7: Tsumo dzakadzama

Ticha Danga NDATI ndivhare chirongwa chetsumo naidzo dzakabata chiShona chedu dzinoti dzikataurwa vazhinji tinokanuka nekuti tinenge tisingadzizive. Kune vanodziziva tinenge totsinhira nekugutsurira misoro kuri kupembera

×
×