‘TIRI KUSHANDIRA MAPURISA’

VANHU vanotengesa zvinhu zvakasiyana kumusika wemabhazi weMbare, muguta reHarare, vanoti vaneta nekubhadhariswa mari dzechiokomuhomwe nemapurisa ekanzuru yeHarare vachivatorera zvinhu zvavo zvakare.

Nzvimbo dzechikoro dzonetsa

VABEREKI vari kuchema-chema nekunetsa kuri kuita kuwana nzvimbo dzeFomu 1 muzvikoro zvichitevera kuderedzwa kwehuwandu hwevana vanofanira kunge vari mumakirasi munguva ino yechirwere cheCovid-19.

Imbavha, tiudzei: ZRP

MUTAURIRI wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul Nyathi, vanoti nyaya yechembere inonzi yakamonererwa nyoka muhuro nanatsikamutanda ichiri kuferefetwa.

Chawakadya ndicho chinokumukira

KUDYA chinhu chakanaka kana vanhu tichidya zvakanaka nenguva dzakaringana.

Vanoshaya vobatsirwa

Kingstone Mapupu SANGANO rinoita tsvakurudzo nekunzvera nezveutano hweruzhinji, reZimbabwe Community Health Intervention Research (ZICHIRE), riri kubatsira vanhu munyaya dzezveutano panguva ino yekurwisa chirwere cheCovid-19 nezvinhu zvinosanganisira makondomu nemidziyo inoshandiswa nevanhukadzi…

‘Ngatisarivare, Covid ichiriko’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kubatwa neCovid-19 nevari kufa nekuda kwedenda iri huri kudzikira, zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho akatarwa ekudzivirira kupararira kwechirwere ichi. Vachitaura…

Vanodarika 1 300 vabaiwa jekiseni

Tandayi Motsi VASHANDI vezveutano nevamwe vari pamberi panyaya dzekurwisa chirwere cheCovid-19 vanosvika 1 314 kusvika nemusi weMuvhuro svondo rino vange vabaiwa majekiseni ekudzivirira kuti vasabatwe nedenda iri munyika yose. Magwaro…

Nzvimbo dzechikoro dzonetsa kuwana

Muchaneta Chimuka VABEREKI vari kuchema-chema nekunetsa kuri kuita kuwana nzvimbo dzeFomu 1 muzvikoro zvichitevera kuderedzwa kwehuwandu hwevana vanofanira kunge vari mumakirasi munguva ino yechirwere cheCovid-19. Kwayedza inoita hurukuro nevamwe vabereki…

Mabhawa ovhurwa husiku

Kingstone Mapupu SADUNHU Murape vekuDomboshava, VaTendai Gilbert Mungate, vanoti vari kushushikana nekuda kwevanamuzvinhabhizimisi vane mabhawa avo vari kuvhura kusvika pakati pehusiku uyewo nevamwe vanhu vari kuita mabasa echipfambi vachingomberereka izvo…

Mabhawa ovhurwa husiku

Kingstone Mapupu SADUNHU Murape vekuDomboshava, VaTendai Gilbert Mungate, vanoti vari kushushikana nekuda kwevanamuzvinhabhizimisi vane mabhawa avo vari kuvhura kusvika pakati pehusiku uyewo nevamwe vanhu vari kuita mabasa echipfambi vachingomberereka izvo…

×