Covid yovhiringa mabasa efodya

Kingstone Mapupu BASA rekutengeswa kwefodya yemwaka wakadarika munyika muno rinonzi rakakanganiswa zvikuru nekuda kwechirwere cheCovid-19 izvo zvave kutyirwa kuti dambudziko iri richadzokorora zvakare gore rino. Dr Andrew Matibiri – avo…

Iwe idya unyerere

naWedzerai Nhemachena PADARE rino tinosangana nedzakawanda, dzimwe dzacho tisu tinokonzeresa. Funga kuti munhu agere zvake zvakanaka, mumusha, mudunhu kana mukambani maanoshanda asi oshora vaanogara navo, kana vaanoshanda navo vachimupa hugaro…

Ngozi yotsvaira mhuri . . . Yauraya vanhu 12 Zvose nemasvikiro

Tendai Gutikwa ari kwaMUTARE VANHU 12 vemhuri imwe chete inogara kwaMambo Mutasa, kwaMutare — kusanganisira 4 vavo vaisvikirwa nemidzimu — vanonzi vafa zvisinganzwisisike mukati memakore maviri adarika zvichitevera kuramba kuri…

Mbudzi 22 dzakangofa

Kingstone Mapupu SHIRIKIDZA inogara mubhuku raJeke, kwaMambo Mola, kuKariba, yakagurwa kunorira apo yakazongoona mbudzi dzayo 22 dzakafa pedyo nedanga. Mbuya Maria Mawere (65) vanoti nemusi wa29 Zvita kuma5 zuva rodoka,…

‘Rapwai nguva ichiripo’

Mukudzei Chingwere VANHU vanenge vaine fungidziro yekuti vabatwa nechirwere cheCovid-19 vanofanira kuenda kunorapwa kuchipatara nguva ichiripo nechinangwa chekuti vave nemikana yakakura yekurarama zvichitevera kuwanda kuri kuita vari kubatwa nedenda iri…

Akashinha nechitunha

Kingstone Mapupu MURUME anogara kuMuguta Extension, kuEpworth — uyo anozvidaidza kuti “Bigman” — anonzi akaita chipini apo akashinha nechitunha chemusikana wechidiki mumba machaiva chakaradzikwa vanhu vaive parufu vachiona. Bigman —…

Vopumhana huroyi. . . Murume oti ndiwe, mukadzi achiti ndiwe

Gibson Mhaka MURUME wekuBulawayo ari kunetsana nemudzimai wake munyaya inoita kunge bhaisikopo apo vose vari kupumhana huroyi. Nkani Khoza — uyo anove muridzi wekambani inosona nekutengesa mayunifomu echikoro yeTotally Uniforms…

Wati wambodya rupiza?

NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho chinonzi chakakosha zvikuru pakuvaka muviri. Svondo rino Mbuya Mako Mulilo vekuBikita, kuMasvingo, vanorondedzera mamwe mabikirwo erupiza zvine hunyanzvi. Zvinodiwa: Makomichi…

Mwana (9) ari kushaikwa

Kingstone Mapupu MHURI inogara kuShackleton pedyo nemugodhi weAlaska Mine, kuChinhoyi, inoti yasvitsa mwedzi mina vasingazive kune mwanakomana wavo wemakore mapfumbamwe okuberekwa uyo anonzi akangonyangarika apo akanga ashanyira sekuru vake vanogara…

‘Zvakabva kudunhu, hwuishu’

Abel Ndooka SHASHA yetsiva nenhabvu yechidzimai — Patience Mastara — anoti mitambo yechinyakare yakaita sedunhu, hwishu nemafulawu zvakamurera kuti akure achifarira zvemitambo. Mastara vazhinji vanomuziva ari nyanzvi yakwanisa kumirira nyika…

×