Tasunga vanhu 100 000-ZRP
Victor Maphosa MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu vanodarika 100 000 nemhosva dzekutyora mitemo ine chekuita nezvirongwa zvakananga kumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19. Mutauriri wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul…
Tichazivisa zvebvunzo: Mathema
Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Ambassador Cain Mathema vanoti Hurumende ichazivisa nyika nekufamba kwenguva pamusoro penyaya yekunyorwa kwebvunzo dzeGrade 7, O- neA-Level dzekupera kwegore rino zvichitevera kupfuudzwa mberi kwakaitwa…
Dzimwe tsika siyai: Mambo
Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda vekuMhondoro, kuMashonaland West, vari kukurudzira vagari vekudunhu ravo nevamwe veruzhinji kuti vasavarairwe panyaya yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 uye kuti vasiyane nedzimwe tsika dzagara dzichiitwa kubva kare.…
akafa arumwa nehuku. . . chitunha chikachema
Ray Bande ari kwaMUTARE CHITUNHA chemudzimai wekwaChigodora, kwaMutare — uyo akafa mushure mekunge arumwa nejongwe rehuku ravainge vakwereta — chinonzi chakachema apo chaive chaiswa mumochari kwemazuva maviri zvikashamisa hama neshamwari…
Mutomati unomera panzira . . .
naWedzerai Nhemachena MUTOMATI unomera panzira inopfuura neruzhinji haudyiwe nemurimi wacho chete, asi chero nemupfuuri wenzira iyoyo anotemha asina kukumbira. Izvi zvinowanzoitika kana kusina kuibva gore iroro. Munyika medu maita mwaka…
Ndamirira: Chigova
Abel Ndooka MUBATI wepagedhi wechikwata chenyika chemaWarriors nePolokwane City yekuSouth Africa, George Chigova, anoti amirira zvikuru kudzoka kwenhabvu sezvo zviri kumuremera kugara asingatambe mutambo uyu. KuSouth Africa, kufanana nedzimwe nyika…
Dzimwe tsika siyai: Mambo
Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda vekuMhondoro, kuMashonaland West, vari kukurudzira vagari vekudunhu ravo nevamwe veruzhinji kuti vasavarairwe panyaya yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 uye kuti vasiyane nedzimwe tsika dzagara dzichiitwa kubva kare.…
Zvikoro zvombomira kuvhurwa
Munyori weKwayedza KUVHURWA kwezvikoro uko kwanga kuchifanirwa kuitwa nemusi wa28 Chikunguru kwapfuudzirwa kumberi zvichitevera kukwira kuri kuita huwandu hwevanhu vari kuwanikwa vaine Covid-19 muZimbabwe avo nemusi weChipiri vange vava 1…
Covid-19 itori dambudziko
HUWANDU hwevanhu vari kubatwa vaine chirwere cheCovid-19 mushure mekuvhenekwa muZimbabwe huri kuramba huchikwira uye pari zvino hwava pa1 064. Kuwanda kuri kuita vari kuwanikwa vaine chirwere chinokonzerwa nehutachiona hwecoronavirus ichi…
Takanganiswa neCovid: Vavezi
Kingstone Mapupu VANHU vanorarama nemabasa ekuveza matombo vanoti basa ravo harisi kufamba zvakanaka kubva pakatanga chirwere cheCovid-19 sezvo pari zvino pasina vashanyi vanobva kunze kwenyika vari kuuya vachitenga zvigadzirwa zvavo.…











