Tisatambe neupenyu

HURUMENDE nemusi weChipiri chino yakatora mamwe matanho ekusimbaradza kurwisa kupararira kweCovid-19 panguva iyo huwandu hwevanhu vawanikwa vaine chirwere ichi mushure mekuvhekwa hwakwira kusvika pa1 820. Matunhu eBulawayo neHarare ndiwo ane…

Mamwe mabikirwo ebhinzi

BHINZI kudya kune utano uye kune mapuroteni zvekare riri nyore kubika. Svondo rino tiri kukaringirwa bhinzi naTatenda Saizi wekuMarondera. Zvinodiwa: Bhinzi rakaomeswa, hanyanisi, matomatisi, munyu, mafuta nemvura yakachena. Mabikiro: Rara…

Hwedza ndinhasi . . .

naWedzerai Nhemachena KUNE vadiki vedu, zvakanaka kuti vazivewo mamwe mazwi asingagarotaurwa nguva zhinji, asi anotaurwa nenguva iri kure pane dzimwe nguva kana nguva dzaminama, paita musandu kana kushaikwa kwawo. Naizvozvo…

Chitungwiza yotongerwa tsvina

Muchaneta Chimuka KANZURU yeChitungwiza iri kudhonzerwa kudare redzimhosva reko nemhosva yekusachengetedza marara ayo zvakanaka izvo zvinonzi zvakakonzera kukuvara zvakaipisisa kwevana vaviri avo vakawira murufuse rwunopisa kumuzinda mukuru unorasirwa marara. Vana…

Matare haana mvura

Muchaneta Chimuka VASHANDI vepadare reChitungwiza Magistrate’s Courts pamwe nevanhu vanouya kuzotongwa mhosva dzavo vanoti vari panguva yakaoma zvichitevera kushaikwa kwemvura panzvimbo iyi izvo zvinogona kuisa upenyu hwavo panyatwa yechirwere cheCovid-19.…

‘Vamwe mose garai kumba’

Munyori weKwayedza HURUMENDE inoti vanoita basa rakakosha bedzi ndivo vari kutenderwa kuenda kumabasa pari zvino uye Chinhoyi University of Technology (CUT) inofanirwa kumbovharwa mushure mekunge mumwe murairidzi wepo awanikwa aine…

Vanhu 100 000 vovhenekwa

VANHU vanosvika 100 000 vachavhenekwa chirwere cheCovid-19 munyika yose kutanga svondo rino senzira yekumisa kupararira kwedenda iri panguva iyo huwandu hwevari kubatwa nacho huri kukwira.

Vanhu vodzoserwa kumba

HURUMENDE iri kusimbaradza chirongwa chekurwisa kupararira kweCovid-19 uye nezuro vanhu vaida kupinda muguta reHarare vachibva kunzvimbo dzakasiyana vasina matsamba akakodzera ekufambisa vaidzoserwa kudzimba.

Amai vodzidzisa vanhu zveCovid

Tendai Rupapa ari kuMASVINGO ZVIRONGWA zvekurwisa kupararira kweCovid-19 izvo zviri kuitwa nemudzimai wemutungamiriri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa kumativi ose enyika zviri kubatsira zvikuru panguva iyo vanhu vari kuwanikwa…

‘Mayunivhesiti anoramba akavhara’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti mayunivhesiti acharamba akavhurwa uye achitevedzera zvose zvinodiwa mukudzivirira kupararira kweCovid-19 zvisinei nedanho rakatorwa rekuti zvikoro zvepuraimari nesekondari zvinonoke kutanga. Mashoko aya akataurwa negurukota redzidzo yepamusoro, sainzi…

×