‘Tichazivisa zvebvunzo’
Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari Ambassador Cain Mathema vanoti Hurumende ichazivisa nyika nekufamba kwenguva pamusoro penyaya yekunyorwa kwebvunzo dzeGrade 7, O- neA-Level dzekupera kwegore rino zvichitevera kupfuudzwa mberi kwakaitwa…
Vana, madzimai votambudzwa
Muchaneta Chimuka SANGANO reUNFPA nevamwe vatsigiri vanoti nyaya dzemhirizhonga nedzimwe tsika dzinokanganisa magariro evanhu dzinofanira kutariswa nechimbi-chimbi panguva iyo mamiriyoni evanasikana pasi rose vari kushungurudzwa panyama nemupfungwa nehama dzepedyo, kunyanyanya…
Hatina mushonga weCovid: Zinatha
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha) rinoti n’anga nemaporofita emanyepo vawanda zvikuru munyika kubva pakatanga chirwere cheCovid-19 uye riri kuyambira veruzhinji kuti vangwarire kubirwa mari neupfumi hwavo…
739 vaita kuuya neCovid muZim
Tandayi Motsi KUSVIKA nemusi weChipiri, Zimbabwe yange yava nevanhu 1 064 vawanikwa vaine Covid-19 mushure mekuvhenekwa uye pavanhu ava, vakawanda vavo – 739 – vakabva nechirwere ichi kunze kwenyika. Vazhinji…
Zvikoro zvamira kuvhuirwa
KUVHURWA kwezvikoro uko kwanga kuchifanirwa kuitwa nemusi wa28 Chikunguru kwapfuudzirwa kumberi zvichitevera kukwira kuri kuita huwandu hwevanhu vari kuwanikwa vaine Covid-19 muZimbabwe avo nemusi weChipiri vange vava 1 064.
Coronavirus: Zivai zvizere
MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti coronavirus kana kuti Covid-19 icho pari zvino chapararira kunyika dzakawanda dzepasi rose – kusanganisira muZimbabwe.
Madzimai nevana voshungurudzwa
SANGANO reUNFPA nevamwe vatsigiri vanoti nyaya dzemhirizhonga nedzimwe tsika dzinokanganisa magariro evanhu dzinofanira kutariswa nechimbi-chimbi panguva iyo mamiriyoni evanasikana pasi rose vari kushungurudzwa panyama nemupfungwa nehama dzepedyo, kunyanyanya pari zvino apo nyika dziri kurwisa Covid-19.
Vafa neCovid-19 vowanda
HUWANDU hwevanhu vafa neCovid-19 muZimbabwe hwakwira kuenda pa19 kuchiti vawanikwa vaine chirwere ichi vava 1 034.
Vobatsira Zim kurwisa Covid
Muchaneta Chimuka HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 nemasangano anoti UNICEF, UNFPA, DFID, European Union (EU) Sida-Sweden, Irish Aid neGlobal Vaccine Alliance (Gavi). Rubatsiro urwu rwakauya kuburikidza…
Vobatsira Zimbabwe kurwisa Coivd19
HURUMENDE svondo rapera yakabatsirwa nezvekushandisa mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 nemasangano anoti UNICEF, UNFPA, DFID, European Union (EU) Sida-Sweden, Irish Aid neGlobal Vaccine Alliance (Gavi).











