Covid-19: ‘Tisarare nezamu mukanwa’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho akatarwa mukurwisa kupararira kweCovid-19, zvisinei nekuti pari zvino kune vanhu vashoma vabatwa vaine chirwere ichi muZimbabwe. Mashoko aya akataurwa negurukota…

Coronavirus: ‘Tisavarairwe’

HURUMENDE inoti zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho akatarwa mukurwisa kupararira kweCovid-19, zvisinei nekuti pari zvino kune vanhu vashoma vabatwa vaine chirwere ichi muZimbabwe.

37 vabatwa neCovid-19 muZim

Tandayi Motsi BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti huwandu hwevanhu vavhenekwa vakawanikwa vaine coronavirus – hutachiona hunokonzerwa chirwere cheCovid-19 – muZimbabwe hwasvika pavanhu 37. Pavanhu ava, vana (4) vafa nekuda kwechirwere…

Coronavirus yatirova: Mafundisi

MAFUNDISI nevamwe vakuru vemachechi vanoti kunyange zvavo vachitsigira chirongwa chekudzivirira nekurwisa chirwere chatekeshera pasi rose cheCovid-19, zvinhu kwavari zvasvika pakanyangara sezvo vasisina chekurarama nacho apo vanamati vasiri kuenda kumachechi uko vanofanirwa kunge vachibvisa mari dzemupiro nedzechegumi nezvimwewo zvipo.

Machechi regai kuungana: ZRP

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vari kuyambira vemachechi avo vanonzi vatanga kuungana kunzvimbo dzavanonamatira apo veruzhinji vari kunzi vagare kudzimba sedanho rekumisa kutapurirana nekupararira kwechirwere chanetsa pasi rose…

Varimi votenda Hurumende

Muchaneta Chimuka VARIMI vari kutenda Hurumende nematanho airi kutora mukurwisa chirwere cheCovid-19 pamwechete nemikana yavari kupihwa iyo inoita kuti varambe vari mumabasa ekurima panguva iyo veruzhinji vari kukurudzirwa kugara kudzimba.…

‘Mask’ yapinda musitayera

DANHO rakatorwa neHurumende rekuti munhu wose apfeke masiki (mask) pose paanenge ari panzvimbo yeruzhinji senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 raita kuti mamasiki “apinde musitaera” sezvo vanhu vari kuonekwa vakapfeka mhando nemhando dzawo.

Pwere dzinodawo ma‘mask’…Kusapfeka ‘mask’ kwava kusungisa

MUNHU kuenda panzvimbo yeruzhinji usina kupfeka masiki inokuvhara muromo nemhuno (face mask) yava mhosva inogona kukusungisa uchiendeswa kujeri kwenguva isingadarike gore kana kubhadhariswa faindi yakakura.

Musagare nemari mudzimba: ZRP

VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti vasagare nemari yakawanda mudzimba asi kuti vaichengetere kumabhanga sezvo zviine njodzi yekuzopindirwa nemakororo vachitorerwa mari iyi kana kugumisira vapondwa kana kukuvadzwa.

Mazuva achavhurwa zvikoro achaziviswa

MUTUNGAMIRI wenyika vachazivisa mazuva ekuvhurwa kwezvikoro, asi vanoita izvi bedzi kana zvaonekwa kuti vana vechikoro nevadzidzisi havasi panyatwa yekutapurirwa hutachiona hwecoronavirus.

×