NHABVU YORWISA COVID-19

ZVIKWATA zvenhabvu izvo zvinokwikwidza muCastle Lager Premiership zvakatora matanho ekubatana nemamwe masangano mukurwisa chirwere cheCovid-19 kuburikidza nezvirongwa zvinosanganisira kupa chenjedzo yedenda iri.

Muchongwe, Katsvere vokwangwaya

CHIREVO chinoti kare haagare ari kare chava kuzadzikiswa nekusanduka kwaita upenyu hwevarume vaviri vekumboita mukurumbira nekutamba nhabvu muno.

Musaputsa chirongo masvika . . .Mazano akanaka ekukohwa

VARIMI vazhinji vanorasikirwa negoho ravo riri pakati pe25 percent ne30 percent nokuda kwekutadza kukohwa zvakanaka.

Zvinoita kuti munhu atame

DARE rino rinoda kukurukura nenyaya yekutama. Kutama kubva pane nzvimbo ine marwadzo nekuenda kune isina marwadzo kana ine marwadzo mashoma.

Chirwere ichi chichiriko

ZIMBABWE iye zvino yapinda padanho rechipiri — Level 2 lockdown – rekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 icho kusvika pari zvino chabata vanhu vanosvika 34 muno.

Chiundura-Moyo onyora zveCovid-19

MUNYORI wemabhuku nemadhirama eChiShona wemandiriri, Aaron Chiundura-Moyo, anoti ari mushishi kuunganidza zvaanoda kuti zvizova mubhuku raari kuda kunyora iro riri pamusoro pemadzudzo kana kuti matambudziko aunzwa nekuda kwechirwere cheCovid-19 muZimbabwe nepasi rose.

‘Face mask’ zvaazvinhu

Kingstone Mapupu DANHO rakatorwa neHurumende rekuti munhu wose apfeke masiki (mask) pose paanenge ari panzvimbo yeruzhinji senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 raita kuti mamasiki “apinde musitaera” sezvo vanhu vari kuonekwa…

$500 faindi yemasiki

Victor Maphosa KUSATEVEDZA mutemo unoti munhu wose anofanirwa kupfeka masiki (mask) senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 pose paanobuda pamba pake achienda panzvimbo yeruzhinji kwakaparira mumwe murume wemuHarare uyo akabhadhariswa faindi…

Vana vanodawo kudzivirirwa

APO veruzhinji vari kutevedzera kurudziro yeHurumende nemasangano eutano inoti munhu wose anofanirwa kupfeka masiki (mask) pose paanenge ari paruzhinji kuitira kurwisa kutapurirana nekupararira kweCovid-19, kune rimwe zera revanhu risiri kuita izvi — vana.

‘Lockdown’ yawedzerwa

Munyori weKwayedza PRESIDENT Mnangagwa nezuro vakawedzera mazuva ekuti veruzhinji vagare kudzimba sedanho rekuderedza kutapurirana nekupararira kwechirwere cheCovid-19 nemamwe masvondo maviri asi ndokurerutsa mamwe ematanho e“lockdown”. Zvimwe zvacho ndeizvi:  “Lockdown” yawedzerwa…

×