Mazwi anoreva zvakafanana
Ticha Danga TAVA kuita iya yokuti tigadzire nhava dzedu kuti dziteramire nekuti nguva yapera. Tava kusvika apo tinenge toda kuzvionera toga pasisina zvokubatira pamwe nerudhende nekuti munhu anenge onozvimiririra oga.
Zvinoitwa naMwenje
Munyaradzi Gunduza NDIANI waungati mutambi mukuru muna Kereke Inofa? Tsigira nezvinhu zvisere zvaanoita mumutambo uyu. [25]
Mavambo engano
MAVAMBO: Ngano dziri muboka reuvaranomwe hwemutaurwa, uye dzakaumbwa nezvikamu zvitatu zvinoti mavambo, pakati uye magumo. Ngano zhinji dzinotanga zvakada kufanana sekuti, Kwaivepo . . ., Kune imwe nyika iri kure…
Matakishopu anotengesa kutya nekusuwa
naIgnatius Mabasa MUNGUVA dzino, Hurumende yedu pairi kuyedza kugadzirisa zvinhu zvakasiyana-siyana munyika, kune vari kuvhura matakishopu ekutengesera vanhu kutya, rima, ruvengo, kupesana nekusuwa.
NJUZU KUONEKWA MU’TOWN’?
Ray Bande ari kwaMUTARE MAROKWE akaonekwa akaturikwa patambo dzemagetsi mumugwagwa Herbert Chitepo Main Street, kwaMutare, nemusi weChishanu svondo rapera akonzera kutaura uko kwapararira semoto wesango vamwe vanhu vachiti madhirezi aya…
Malope hutu nemubairo
Munyori weKwayedza KWAKANGE kusingadanwe anonzwa kumakwikwi e2nd Annual DStv Mzansi Viewers’ Choice Awards ayo akaitirwa kunzvimbo yeSandton International Convention Centre, kuSouth Africa nguva pfupi yadarika.
Mutasa akapotsa atiny’udza: DeMbare
Abel Ndooka MWAKA wenhabvu wa2018 uchagara mundangariro dzevatsigiri veDynamos sezvo gore rino chikwata ichi chakapona nepaburi retsono kuburitswa muCastle Premiership League.
MultiChoice ichiri kuda mabhuku
Tandayi Motsi KAMBANI yeMultiChoice Zimbabwe – iyo yakatanga chirongwa chekuunganidza mabhuku ekuverenga nechinangwa chekubatsira vana vanobva kumhuri dzinotambura – yawedzera mazuva ekuti veruzhinji vape mabhuku aya kusvika musi wa8 Zvita.
muroyi pu murusero
‘Ndapera simba tichibhururuka’ Nhlalwenhle Ncube ari kuMATOBO MURUME wemubhuku raBhazha, kuMatobo – uyo anofungidzirwa kuti muroyi – anonzi akashaya simba rebasa rake apo aibhururuka muchadenga ari murusero zvikaita kuti adonhere…
‘Ngatibvisei rusarura kune vane hiv’
Munyori weKwayedza MUDZIMAI wemutungamiriri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mnangagwa vanoti vanokurudzira mapoka akasiyana anorwisa kupararira kweutachiona hweHIV neAIDS kuti asimbise zvirongwa zvawo kuitira kuti pasave nekusarurwa kwevanhu vari kurarama…







