Oti muuu semombe, kukurigorigoooo!

Arron Nyamayaro MUNHU kuti muuu semombe, shiiii senyoka, kukurigorigoooo kunge huku. Munyaya inofungidzira kuti ine chekuita nemishonga yakaipa — juju —mumwe tsikamutanda ave kugara achikuma semombe, kushita senyoka nekukukuridza sejongwe…

Huya tipedzerane: Zvidhoma

Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raKadenge, kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa — wekubuda muKwayedza nguva pfupi yadarika achiti ari kuoneswa ndondo nezvidhoma — anoti ave kufunga kuzviuraya sezvo dambudziko iri ratowedzera kudarika kare…

‘zibaba’ renyoka muhozi

Wimbainashe Zhakata YAKAVE batai-batai pamumwe musha uri kuChipinge nguva pfupi yadarika zvichitevera kubatwa kwakaitwa mukweshwa weshato uri muhozi yeimwe mhuri.

‘Peturu yepamukoto bodo’

Tendai Mugabe HURUMENDE iri mushishi kutora matanho akananga kuona kuti mari yekutenga mafuta edzimotokari yavepo kuitira kuti pave nemafuta anokwanirana panguva yezororo reKirisimasi uye ine hurongwa hwekuranga zvakaomarara vanhu vari…

Zvimwe zvikoro zvovakwa kumaruwa

Prince Makuna HURUMENDE — yakabatana nehomwe yeLotteries and Gaming Fund — iri kushanda nesimba mukuvaka zvikoro zvepuraimari kumativi ose enyika.

Zondo rinosimbisa muviri

USAVI hwemazondo emombe kudya kunokurudzirwa sezvo achinzi anobatsira pakuchengetedza mabhonzo emuviri kuti agare akasimba.

MAONERO EDU: Varimi tengai dhibhi moga

ZIMBABWE gore rino inonzi yarasikirwa nemombe dzinodarika 50 000 idzo dzinokosha $50 miriyoni nekuda kwezvirwere zvinokonzerwa nezvikwekwe, kunyanya chinozivikanwa nekuti January disease.

‘Ndinoda madhongi angu!’

Freedom Mupanedemo ari kuMBERENGWA MURUME wekwaMambo Mataruse, kuMberengwa, akapona neburi retsono apo motokari yerudzi rweToyota pick-up yakadhumirana nemadhongi aaityaira ayo aidhonza ngoro zvikaita kuti madhongi aya afire panzvimbo.

Mishonga yesora, tumbuyu nezvirwere

Wendy Madzura Pakudyara mapfunde, soya beans kana chibage, zvakakosha kuti varimi vacherechedze kuti vari kudzikisa mbeu zvakafanira here maringe nekukura kwakaita tsanga dzembeu. Tinodaro nokuti mbesa dzinenge soya beans kana…

Death certificate remunhu mupenyu

Fortunate Gora ari kuChinhoyi MUKADZI wekuTrelawney anonzi akatsotsa kambani yeNational Social Security Authority (Nssa) achinyepa kuti murume wacake akange afa zvakaita kuti apihwe $300 semari yefuneral grant.

×